TEO Events

TEO Events

For all your wedding and function requirements (videography and photography, PA system, MC,

Photos from TEO Events's post 23/07/2024

Team TEO Events in Vilanculos......
International photographers ,International MC

Tidaidzei kwamuri ikoko and see if you will ever regret it

Famba team TEO Events fambaaaaaa

Photos from TEO Events's post 23/07/2024

Lee Karty ....hah apa swagger yese iri tii ,what a talented young man uyu haaudzirwe maposes,chedu kungotora chete

Vanoita zve hembe dzevana this is your boy mutorei aite Brand Ambassador and thank me later

23/07/2024

https://chat.whatsapp.com/EQtOHIokGzS3opu3cCv2mL

We are back again we have opened WhatsApp group re team TEO Events couples vatakachatisa vese ,if you are comfortable huyai join this group we have a lot to talk about as a family
0772866545 for more details

Photos from TEO Events's post 23/07/2024

Izvozvi ndiri busy kufunga kuti ko tikaronga chi event ,outing with all our clients vatakachatisa kubva 2012 up until now toita chi couples outing totakura ma camera tonokufirimai ikoko.....

Pakadini apoooooooo
Vese vakachatiswa ne TEOEvents

23/07/2024

Wese akachatiswa ne TEO Events huyai ku app 0772866545
Mhanyai veduwee mhanyai

23/07/2024

My Sisters💃

Beware of men who say they want to take things slow when it comes to marrying you, but they move fast when it comes to having s*x with you🤾

They are smart s*xual thieves. Beware!

22/07/2024

This is beautiful 😍

Ko mukuchata when tirove basa

22/07/2024

Imbobvai kupost yandaisa iyo yemkadzi arikutenderera ,vazhinji mukupindura off chaiyo ,listen to this ......
Issue is yemwana not vanhu vakuru avo vaita zvinhu coz of choices dzavo

22/07/2024

We are not worried nechipfambi chavo ichi but guys vana vamopinza panyaya dzenyu idzi munenge muchida kuti zvizodii asi ,imagine mwana wacho 12 years bond raanenge ave naro nababa ava ,ivo baba also bond ravanenge vave naro nemwaya uyu ,so iyi ndiyo nzira yamasarudza kuti mwana uyu azive, the shame yamaisa kumwana bhoo here asi...coz it's now everywhere pa social media, itai chifambi chenyu musina vana please ,we are building a generation ine bitterness ,then tozotanga kuti vana vemazuvano..No mhani nxaaa

This is bad ,zvinoitirwei asi izvi ,mwana uyu ka eishhh nxaaaa

Photos from TEO Events's post 22/07/2024

Ndauyawo nema pressure cookers ,ne cooler box iyo yemhando yepamusoro soro
Midziyo iyi yakanaka chose mukatengera vachati as presents pamichato yavo ,irikuuya nemitengo yakanaka chose

Cooler box kuita kunge ka fridge ...beautiful
+263 77 261 5786 app or call

Cooler box 22 liters $60
Pressure cooker 6 liters $110

21/07/2024

Beautiful Bride mkadzi wa Ricardo Cardo

13 July 2024

21/07/2024

Ngatirongekei kana tasarudza kuchata ...it's not about having a lot of money No!!!

Photos from TEO Events's post 21/07/2024

Your MC muyera Dziva mushamarari wevanhu...
Mmmmm regai ndizvitaure hanti imi hamudi ,kuchena ndozama aiwaa ,unganyarawo tiripamuchato kuti ava ndo MC vangu ka ava

Photos from TEO Events's post 19/07/2024

Ricardo Cardo and Grace welldone team

Nyama yenyama yangu ,pfupa ramapfupa angu ...uchave wangu ini ndichave wako kudzamara rufu rwatiparadzanisa.

18/07/2024

A question from Nyathi family

18/07/2024

Ndiani anopfekedza Bride ...ahhhh zvinhu zvacho munenge muchitinonotsa kumupunga

18/07/2024

Nikki Kademaunga Zhiva kubuda suwiti chaiko

Studio photoshoot with us ....0772866545

Photos from TEO Events's post 18/07/2024

Zvichaita rimwe zuva iye Mwari ahanyepi 🙏🤲

18/07/2024

It's bad ladies .. stop it aiwaa musadaro

18/07/2024

Iyi kubasa kwangu ndoiti signature dance ,hanti Madam Boss ane yake iye yaanoita kunge aka stroker gumbo one ,ini iyi ndoyangu manje yekuita kunge ndirikumhanya asi ndiri pa same position ....

Kubasa kuchinakidza zvako ...hande tione
Your MC is here, muyera Dziva mushamarari wevanhu

Baba Harare wakasiya kamumhanzi kanonaka aka..kuti joooooooo kuti choooooo

17/07/2024

UpGrade - Gentlemen's Real Desire

Ahhhh ko guys ndokumbirawo tisati tarara mungono liker wo page iri honai shangu dzandapihwa idzi ,tingoitawo kuti page rikure ndokumbirawo veduwee ....

Thank you

17/07/2024

Ndirikuti ndikafunga pane date notarisa pane hupfu kumba makumbo angu arikutanga kuzvimba......

Your MC is looking for michato nditengewo hupfu

Photos from TEO Events's post 17/07/2024

Firm Faith Music...Album lunch

TEO Events even mukatidaidza ku event yakaita sei mapikicha tinongonamura zvakadaro husiku ihwoyo totobudisa mapikicha manyama

App us 0772866545

17/07/2024

Abiness Phiri stop insulting my clients ,why not pano pa page we will protect our clients nomatter what ,enda unoitira kumwe not pano

17/07/2024

Hie guys page rino harisirekutaura zvisina basa ,if I see you insulting my clients mu comment section I'm blocking you ,I know you will lose nothing ndikaku blocker but I can't relax muchituka ma clients angu andinenge nda poster pano ,either vakaitwa studio shoots ,weeding,....if usina chekutaura pa post please ingopfura uende don't comment ,ndane nguva now seeing your comments anorwadza ,why asi why ?

We can't celebrate nevamwe basa kutuka nekushora nekunyomba ,aiwaa no meaning not here

Photos from TEO Events's post 17/07/2024

Nyaya yacho yakamira yakadai ,varume vavo are twins ,vakadzi vacho vanoyera mutupo mumwe chete ,vakaberekwa same year and same month....ndokubva vafurirana kuita zvakanaka uye nekuita sarudzo chaiyo kuuya ku TEO Events ...
This is beautiful, welldone team Sokostinah Wekwa Tarwireyi

17/07/2024

Vose vanoda ma lessons huyai huyai zvavhurirwa come uwane a skill

17/07/2024

Mwana akuda sausage kumuchato

Want your business to be the top-listed Photography Service in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Videos (show all)

Imbobvai kupost yandaisa iyo yemkadzi arikutenderera ,vazhinji mukupindura off chaiyo ,listen to this ......Issue is yem...
Ngatirongekei kana tasarudza kuchata ...it's not about having a lot of money No!!!
Ndiani anopfekedza Bride ...ahhhh zvinhu zvacho munenge muchitinonotsa kumupunga
It's bad ladies .. stop it aiwaa musadaro
Iyi kubasa kwangu ndoiti signature dance ,hanti Madam Boss ane yake iye yaanoita kunge aka stroker gumbo one ,ini iyi nd...
UpGrade - Gentlemen's Real Desire Ahhhh ko guys ndokumbirawo tisati tarara mungono liker wo page iri honai shangu dzanda...
Mwana akuda sausage kumuchato
Malia Dzabu Official  ,what an event today Birthday celebrations ,sisi vakangwarira
Ndinengewo ndataura zvinemusoro apa guys Mumichato umu ka....
Well-done Passion Java ,aiwaaa zvanakidza izviKoppoooo
Ndokumbirawo mundibate Hodzeko ndomubamura nedemo uyu serious
Hatisikuti chii kana kuti chii ....Watch this muone muyera Dziva aripabasa....Famba zion..your MC is here 0772866545Seku...

Category

Telephone

Website

Address

Location We Are Between 4th And 5th Along Kwame Nkrumah, The Building Interstate Called Masca House. You Use The Last Gate. Follow Directs On The Wall To Get To 1st Floor Suite 4
Harare

Opening Hours

Monday 08:00 - 17:00
Tuesday 08:00 - 17:00
Wednesday 08:00 - 17:00
Thursday 08:00 - 17:00
Friday 08:00 - 17:00

Other Photographers in Harare (show all)
Gavin Wyatt Photography Gavin Wyatt Photography
Harare

Zimbabwe Photography

Scottyphotography Scottyphotography
Harare

Chris Scott is an award-winning Zimbabwean photographer who's traveled throughout Africa for his work.

_ama_photography _ama_photography
Harare

AMA Photography is a division of Anatony Marketing Agency, a full-service marketing agency. We are a mobile photography brand established by marketing professionals. Book a shoot w...

SONY PRO PHOTO Studio SONY PRO PHOTO Studio
Corner Harare And Samora 165 Dunfill House �
Harare

Zim nollywood African movies Zim nollywood African movies
47 Hunga Street Mabvuku Chizhanje
Harare

Keisha Anashe Keisha Anashe
Harare

social

Juruvic Photos Juruvic Photos
Glenview
Harare

Mash Studio Mash Studio
12 Cheryl Road, Avondale
Harare

Wedding Photography. Product photoshoot. Cooperate photoshoot. Beauty photoshoot. Conceptual photogr

Naeshby Naeshby
Harare

Graphic designer & Photographer

Elite Media Elite Media
3110 Eyecourt Waterfalls
Harare

If you are out there shooting, things will happen for you...If you are not out there you will only h

PERFECT SHOT PHOTOGRAPHY PERFECT SHOT PHOTOGRAPHY
Harare

Professional Photography , cinematography, videography, drone services and 360booth.

LVT Photography LVT Photography
Harare

Capturing your imaginations.... #LVT Giving you the best