J.C Phyto herbals

J.C Phyto herbals

Selling Phytomed herbals,phytomed your pathway to wellness

26/02/2024

*PHYTOBLEND

👩🏻‍⚕️Blend inogadzirisa dambudziko re *prostate disorder*, *cervical infections*

👩‍🏭 *BP*
Inogadzirisa bp kuti iende pa normal panodiwa nana chiremba

👩🏻‍⚕️Blend inorapa moyo or *heart*.

Eg if the heart is not receiving enough blood ..blend iripo to get rid of unnecessary cholesterol mounting in arteries blocking blood flow to the heart...so blend inogadzirisa futi izvozvo heart yowana enough blood .

👩🏻‍⚕️ *Kidney*
Blend inogeza kidney pamwe nekubudisa kunyangwe ma kidney stones

👩🏻‍⚕️ *Ordema*
Vanhu vaya vanozvimba makumbo akazara mvura Blend inogadzirisa

👩🏻‍⚕️ *Liver detoxification*

👩🏻‍⚕️ *Women infertility*
Blend inovhura ma falopian tubes akavharika

👩🏻‍⚕️ *Men n women s*xual activities*
Blend inogadzirisa ma hormones (hormonal imbalances)

👩🏻‍⚕️ *Gastro-intestinal disorder*
Blend inopedza constipation
_Blend inopedza mudumbu munorwadza

👩🏻‍⚕️ *Headaches n stress*

👩‍🏭 *Diabetes*
Blend normalise sugar levels .
- Insulin hormone

👩🏻‍⚕️ *Boost energy*
Kune vanhu vati kurei Blend inoita vanzwe kunge vave vana vadiki

👩🏻‍⚕️ *Gastro*
Blend inorapa ma Ulcers

👩🏻‍⚕️ *It boost memory*
Blend inoita kuti kurangarira kudzoke (memory)

👩🏻‍⚕️ *It can be used for slimming*
By getting rid of unnecessary fat.
-Blend inopedza dumbu raamai kana baba

👩🏻‍⚕️ *Cancers*
Early stage ..plz note
Blend inopedza ma cancer anoti breast, prostate neamwe ma cancers akasiyana siyana

👩🏻‍⚕️ *Hormonal imbalance*
Vaya varikutadza kuenda ku period shandisai Blend

👩🏻‍⚕️ *Fibroids*
Blend inorapa ma fibroids ikasanganiswa ne Cydin

👩🏻‍⚕️ *Piles*
Kune vane ma piles mukarara makaisa tea bag rakanyorova tea bag re Blend rinopedza ma piles

👩🏻‍⚕️ *Eye sight*
Mukaisa muto we Blend pamaziso kana mazino anorwadza zvinopora

👩🏻‍⚕️. *Dressing wounds using blend*
Blend inogeza maronda wozora Balm zvichiita zvakanaka( call 0779446645(0775012908

06/12/2023

Wana Phytomed tonic bottle nhasi chaiye uveneutano chaihwo

06/12/2023

*Matambudziko evanhukadzi*
🛑pamuviri panetsa kubata
🟥miscarriages
🛑blocked fallopian tubes
🛑missed or stopped periods
🛑fibroids &ovarian cysts
🛑secondary infertility
🛑irregular period
🛑bleeding and pain during s*x
🛑kusafarira bonde zvachose
🛑Jeko(period pain)
🛑kugara uchirwadziwa nechibereko nemusana
🛑Vakadzi vanovaviwa kuzasi,kuita mapundu,discharge inonhuwa kana isinganhuwe
🛑kubuda ropa nekurwadziva nguva yebonde.
🛑painful urination and burning sensation
🛑kubuda magodo eropa panguva yekuteera.
🛑Ndoita non stop Discharge inonhuwa or isinganhuwe
🛑kugara uchirwadziwa nemudumbu pasi peguvhu.
Balm ,Blend
Suitable for vakadzi:
✅ vanorwadziwa nechibereko
✅vatambura nekuda vana
✅vasingafarire bonde zvachose
✅vanorwadziwa neperiod
✅vanorwadziwa nemusana
✅vakamira kuenda kuperiod before menopause
✅vane period isinganzwisisike irregular period
✅vanoburitsa discharge inoswinya kana kunhuwa
✅chibereko chinoburitsa mazimvura


Suitable for :
✅ Women with some growths kuva**na nemuchibereko
✅Women who experience bleeding &pain during s*x
✅Women with smelly ,yellowish,brownish and creamish discharges
✅Vaginal irritations
✅ Women with infertility including secondary infertility
✅Women with irregular menstrual cycles
✅ Women with cysts and fibroids
✅women willing to tighten up their va**na to avoid tyubi-tyubi sounds during s*x
✅ Women with cervical cancer
✅ Women experiencing lower abdominal pains and backaches
✅Women with blocked fallopian tubes
✅Ladies with missed or absence or stopped periods
✅GOOD NEWS FOR YOU

*lt's 100% natural and organic, no side effects

*HERBS FOR FEMALE*


PHYTOMED herbs
✅anomisa continuous and excessive bleeding during and after period

✅ PHYTOMED inoita kuti nhengo yamai rive marinated&sweet

✅ PHYTOMED inoita kuti mai vanzwe kuda bonde.

✅ PHYTOMED inoita kuti mai vatunde nekukasika.

✅ PHYTOMED inoita kuti mai vadziye muviri wese.It helps kune vaye vanotora muviri or vaye vanopindwa nechando
✅ PHYTOMED inoita kuti mai neva

30/11/2023

Balm inoshanda pane mapains ringave jeko chibayo any pain yauri kunzwa unozora maulcers unoisvisvina wodya matansiles heartburn fut inoshanda kuvanhu kadzi unoisa balm papad wopfeka chro kuisa pacotton wopfeka inodhonza mvura muchibereko inodzora kuzasi mazino unoitora woisa inouraya bacteria nzeve inoshanda futi

Panzeve unotora ear bud voisa balm yako ipapo vois munzeve inopodza.inopodza musoro zvekare netrush parurimi .inokudza hair line .makumbo inorapa anorwadza you rubb neman'a zvakare inopedza neflue zvekare unorubb and eat or kunatira neblanket Call us on 0779446645/0775012908

27/10/2023

Try phytomed today ,hutano hwenyu hwakatikoshera

27/10/2023

Phytomed herbals tinorapa tichishandisa maherbs ephytomed, vanhu varikuporeswa varikubatsirikana,Phytomed herbs anorapa mhando dzakasiyana siyana dzezvirwere, regai ndingodoma zvishoma zvinoti, heart prblm, Sugar,[diabetes], BP, Cancer, Fybroids, Hernia, Asma, Acids, Jeko, skin diseases, kidney prblms, nezvimwewo zvakawanda, vana baba vasingachanyatsotambi bhora zvakanaka anogadzirisa, nevane dambudziko rekuita hwejongwe phytomed inopedza masports, vana mai vanobuda mvura dzisiri normal kuzasi nephyto you are free, vanoita mabad sounds during s*x zvinobhowa Baba zvose gone, vasiri kuinjoya s*x vachichema nezvibereko tsime ndirori, zvirwere zvepabonde, drop mawarts nezvimwe zvose phytomed inorapa, kune vatambura nekusabata mwana muhupenyu, low s***m count kunana Baba vana amai gadzirirai mufaro muwanano yenyu mchishandisa phytomed herbals, ne phytomed herbals mufaro uri kudzoreredzwa after long struggle vamwe vapedza mari muzvipatara, ne Kuma specialists vatenderera vaneta vasina tariro yekt vanopora asi phytomed irikuzviita, just try you are not going to regret my dear, tha more yamuri kurera dambudziko ndipo pamnozodawo mishonga yakawanda, vana baba cleanai system netonic bottles, amhuna nzira dzekutapudza tsvina ndizvo muchizobloka wet tsinga dzinenge dzavhara ne tsvina, vamwe izvozvi makatoderera the way you were doing in s*x gadzirisai pose pakablocka nePhytomed for more information inbox adimins your privacy will remain safe and secure Ndatenda
0779446645/0775012908

02/10/2023
31/08/2023

Nomatter how critical your condition is, don't give up before trying Phytomed. We have no history of failure in Phytomed, Phytomed your pathway to wellness, A lot restored their health and they are now testifying 😊💃🏼💃🏼🔥🔥

WITH PHYTOMED YOU WON'T GO WRONG 🔥💃🏼 Phytomed cures the following diseases and many more

✅ Zvirwere zvepabonde(STI) All kinds of STI's
✅Arthritis
✅Kushaya mbereko (infertility)
✅Chibereko
✅Kurwadziwa pakuita tsvina(constipation)
✅Ulcers
✅Asthma
✅High Blood Pressure (BP)
✅Kushaya hope
✅Eczema
✅High colosterol
✅Kutemwa nemusoro
✅Chirwere cheshuga(sugar diabetes)
✅Chirwere chemoyo(heart problems)
✅Kidney problems
✅Stroke
✅Cramps
✅Kungopera simba muviri
✅ Kusanzwa kuda kudya (loss of appetite)
✅Cancer
✅Maronda anetsa kupora
✅Pfari/zvipusha
✅Hernia
✅Boosting immune system
✅Acids (nyon'o)
✅Gout
✅Fibroids
✅Pain and bleeding during or after s*x
✅Misscarriages
✅Continuous bleeding
✅Anaemia

*_And many more..._*

100% 0rganic products, effective, affordable. No side or after effects give a try and you will testify💃Call us or Up 0775012908/0779446645

Mobile uploads 16/06/2023

Phytomed herbals tinorapa tichishandisa maherbs ephytomed, vanhu varikuporeswa varikubatsirikana,Phytomed herbs anorapa mhando dzakasiyana siyana dzezvirwere, regai ndingodoma zvishoma zvinoti, heart prblm, Sugar,[diabetes], BP, Cancer, Fybroids, Hernia, Asma, Acids, Jeko, skin diseases, kidney prblms, nezvimwewo zvakawanda, vana baba vasingachanyatsotambi bhora zvakanaka anogadzirisa, nevane dambudziko rekuita hwejongwe phytomed inopedza masports, vana mai vanobuda mvura dzisiri normal kuzasi nephyto you are free, vanoita mabad sounds during s*x zvinobhowa Baba zvose gone, vasiri kuinjoya s*x vachichema nezvibereko tsime ndirori, zvirwere zvepabonde, drop mawarts nezvimwe zvose phytomed inorapa, kune vatambura nekusabata mwana muhupenyu, low s***m count kunana Baba vana amai gadzirirai mufaro muwanano yenyu mchishandisa phytomed herbals, ne phytomed herbals mufaro uri kudzoreredzwa after long struggle vamwe vapedza mari muzvipatara, ne Kuma specialists vatenderera vaneta vasina tariro yekt vanopora asi phytomed irikuzviita, just try you are not going to regret my dear, tha more yamuri kurera dambudziko ndipo pamnozodawo mishonga yakawanda, vana baba cleanai system netonic bottles, amhuna nzira dzekutapudza tsvina ndizvo muchizobloka wet tsinga dzinenge dzavhara ne tsvina, vamwe izvozvi makatoderera the way you were doing in s*x gadzirisai pose pakablocka nePhytomed for more information inbox adimins your privacy will remain safe and secure Ndatenda
0779446645/0775012908

19/05/2023

❗❗❗ *Rapwa ne Phytomed*❗❗🥭🥒🍇🍉🍌🍎🫐

*BHODHORO RE PHYTOMED*

*🌱RUZIVO MAERERANO NEBHODHORO RE PHYTOMED:*
*🔥Rakagadzirwa ne eight maproducts anoti:*

*✨Phyto Mune:*
Product iri rinobatsira kurapa maronda ari mukati memuviri wedu.
Phyto Mune inomutsiridza masoja emumuviri wedu kuti agone kunorwisana nezvirwere zvakasiyana siyana.
Phyto Mune inorapa ma ulcers uye, ichiita boost zvekare system yemunhu anenge aperezeka muviri.
Inobatsira zvekare kuchenesa ropa , ichisuka ichiuraya ma Cancer cells.

*✨Phyto Distress:*
Inobatsira zvakanyanya pakuwedzera simba mumuviri wemunhu. Ichisimudzira nekupa mufaro pamunhu anogara akabatikana nekutambanudza nyama nepfungwa yatinoti stress.
Inobatsira zvakanyanyisa kumunhu anonetseka kudya kana kuti vanoshaya appetite

*✨Phyto Cydin:*
Inobatsira kunyanya zvirwere zvakaita se:
*BP, Moyo, HIV, Cancer, Stroke, Diabetes*

*✨ Phyto Blend:*
● inobatsira constipation ●inodzikisa BP
●inonakisa ganda
● Inogeza tsvina dziri muchibereko uyezve ichivhura ma tubes aka bloka, o***y cysts, jeko, acids, musoro, moyo....

*✨Phyto Flex:*
Inoshanda kuma bhonzo mastrokes,mafractures, musana , Jeko , Gout, Arthritis, pese zvapo panorwadza, kuzvimba kwemitezo inoita kuti nyama dzemunhu dzitambanuke.

*✨Phyto Diabetes:*
Inobatsira kudzikamisa sugar kuti zviyende panodiwa nana Chiremba.

*✨PHYTO Calcium:*
Product iri rakakoshesa rinobatsira kuti munhu uitewo bhonzo rakasimba
Unoitawo Vhudzi rine hutano, nzara dzakanaka dzinopenya dzisingatyoke tyoke, Vhudzi rakanaka rine hutano......

*✨Phyto Iron:*
Phyto Iron inowedzera Ropa mumuviri memunhu. Munhu anenge akaita *PALE* uye kwatinoti kucheneruka zvinokonzerwa nekushayiwa ropa rakakwana mumuviri.

Saka ndiwo ma products edu anowanikwa mu bhodhoro redu re phytomed.tibatei pa 0775012908/0779446645

19/11/2022

*Matambudziko evanhukadzi*
🛑pamuviri panetsa kubata
🟥miscarriages
🛑blocked fallopian tubes
🛑missed or stopped periods
🛑fibroids &ovarian cysts
🛑secondary infertility
🛑irregular period
🛑bleeding and pain during s*x
🛑kusafarira bonde zvachose
🛑Jeko(period pain)
🛑kugara uchirwadziwa nechibereko nemusana
🛑Vakadzi vanovaviwa kuzasi,kuita mapundu,discharge inonhuwa kana isinganhuwe
🛑kubuda ropa nekurwadziva nguva yebonde.
🛑painful urination and burning sensation
🛑kubuda magodo eropa panguva yekuteera.
🛑Ndoita non stop Discharge inonhuwa or isinganhuwe
🛑kugara uchirwadziwa nemudumbu pasi peguvhu.
Balm ,Blend
Suitable for vakadzi:
✅ vanorwadziwa nechibereko
✅vatambura nekuda vana
✅vasingafarire bonde zvachose
✅vanorwadziwa neperiod
✅vanorwadziwa nemusana
✅vakamira kuenda kuperiod before menopause
✅vane period isinganzwisisike irregular period
✅vanoburitsa discharge inoswinya kana kunhuwa
✅chibereko chinoburitsa mazimvura


Suitable for :
✅ Women with some growths kuva**na nemuchibereko
✅Women who experience bleeding &pain during s*x
✅Women with smelly ,yellowish,brownish and creamish discharges
✅Vaginal irritations
✅ Women with infertility including secondary infertility
✅Women with irregular menstrual cycles
✅ Women with cysts and fibroids
✅women willing to tighten up their va**na to avoid tyubi-tyubi sounds during s*x
✅ Women with cervical cancer
✅ Women experiencing lower abdominal pains and backaches
✅Women with blocked fallopian tubes
✅Ladies with missed or absence or stopped periods
✅GOOD NEWS FOR YOU

*lt's 100% natural and organic, no side effects

*HERBS FOR FEMALE*


PHYTOMED herbs
✅anomisa continuous and excessive bleeding during and after period

✅ PHYTOMED inoita kuti nhengo yamai rive marinated&sweet

✅ PHYTOMED inoita kuti mai vanzwe kuda bonde.

✅ PHYTOMED inoita kuti mai vatunde nekukasika.

✅ PHYTOMED inoita kuti mai vadziye muviri wese.It helps kune vaye vanotora muviri or vaye vanopindwa nechando
✅ PHYTOMED inoita kuti mai nevasikana vasarwadziwe ne period

✅ PHYTOMED inobatsira pakuuchika.kune vaye vatambura nekuda

Phytomed inonakisa skin

*FEMALE HEALTH CHALLENGES*

🟣kusateera zvakanaka- kudarika imwe mwedzi usina kuteera.(IRREGULAR PERIOD)
🟣 kubuda ropa rakawandisa.(,EXCESSIVE BLEEDING DURING PERIOD)
🟣kugara uchiona ropa asi nguva yako yekuteera isati yakwana or yakadarika.
🟣kusafarira bonde.(LOW LIBIDO)
🟣 mood swings
🟣hot flashes.
🟣Jeko(period pain)
🟣kugara uchirwadziwa nechibereko nemusana
🟣kushandisa nzira dzekurera mhuri mapills, depo ne jadel.
🟣 kugara uchibuda mvura dzinovava or kunhuwa.(VAGINAL DISCHARGES)
🟣 Kurwadziwa nguva yebonde.(PAIN DURING S*X)
🟣 kubuda ropa mushure mekuita bonde.(BLEEDING DURING S*X)
🟣mazamu anorwadza.
🟣 kubuda tsvina yakatsvukuruka or kusvibira.
🟣kubuda magodo eropa panguva yekuteera.(BLOOD CLOTS WHEN ON)
🟣kugara uchirwadziwa nemudumbu pasi peguvhu. Tibatei nhasi chaiye pa0779446645/0775012908

19/11/2022

Welcome to phtyomed natural herbs 🌿🤝

🌳we are 100% natural herbal treatments for all diseases.

1.🌿herbs for s.t.l.s and s.t.d.s(mushonga wesick kana drop)

2.🌿herbal for s*x men(mushonga wemusana kuvarume wedambarefu 6 gear unorova 6 rounds zvichienda mberi)pungwe no mabori .

3.🌿Sperm counter(kukodza hurume)

4.🌿herbal for s*x women's (kudziisa muviri,kukudza ma tin tin ,kudzora ,kubvisa mhepo nekurira kwemudumbu,etc).

5.🌿 herbs for period pain(mushonga wejeko).

6.🌿herbs for headaches (mushonga wemusoro).

7.🌿herbs for stomach (mushonga wemudumbu).

8.🌿herbal for backbone (mushonga wemusana unorwadza).

9.🌿herbal for legs(mushonga wemakumbo anorwadza kana kuzvimba).

10.🌿herbal for blood pressure (bp),sugar.

11.🌿herbal for cancer (mushonga wegomarara)

12.🌿herbal for boosting immune system (mushonga wekuvaka muviri)

13.🌿herbal for teeth&gums(mushonga wezino)

14.🌿herbal for infertility problems (mushonga wekuuchika kunevanoshaya mbereko)

15.🌿Herbal for bladder problems (mushonga wevanedambudziko rekuita weti ).

16.🌿Herbal for kidney failure (vanedambudziko reitsvo).

17.🌿Herbal for diarrhoea(mushonga wemanyoka).

18.🌿Herbal for herpes.

19.🌿Herbal for sroke(mushonga wekuoma kwemutezo).

20.🌿Herbal for bone and joints.

21.🌿Herbal for piles (mushonga wemusana nesari).

22.🌿Herbal for T.B

23.🌿Herbal for weight loss & weight gain.

24.🌿herbal for loss of appetite.

25.🌿Herbal for gernital watts (mushonga wemhopo).

26.🌿Herbal for wounds(mushonga wemaronda).

27.🌿herbal for kuuchika(kunevaya vasingaite mbereko).

And many more herbals
feel free to call or up 0779446645/0775012908
👇
Phytomed means plant medice .mishonga yedu yephytomed yakagadzirwa nehunyanzvi . vese anwa anopupura kubatsirwa nemishonga yedu .phytomed products iri kurapa hama dzangu zvirwere iri kurakasha vanhu vari kupora .mishonga yedu inonwiva nemunhu vese kusiya kwevakazvitakura chete vane mimwe yavasinganwe . ngativei vatano nephytomed .khoisan herbal products .👇

Let me brief you shortly.

Phytomed is an international company *with a vision for creating a pathway to wellness for all people*

Started in 2002 and after continuous research and development, the network marketing business was developed in 2005. ....

Head office is situated in Port Elizabeth and the mission to provide superior quality herbal products at competitive prices.

Phytomed is perfect for maintaining a healthy body and mind. Products are suitable for all ages since there are natural remedies.👇

Maproducts edu ephytomed masupplements,,,,supplements give extra vitamins and minerals in the body that are lacking,,,,,the good news abt phytomed is that the body have the ability to heal itself,,,nekuda kwekuti unenge uchinwa uchiwedzera zvese zvakashota mumuviri,,,

Phytomed products helps the system to heal from the root,,,chinokonzeresa chacho,,,,

So when selling phytomed hatisi kungotengesera munhu arikurwara chete asi munhu wese cz everyone needs minerals and vitamins call us on 0779446645/0775012908

Want your business to be the top-listed Clinic in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address

Harare

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00
Other Health & Wellness Websites in Harare (show all)
Biri Plus Health Institute Biri Plus Health Institute
No. 590/17 Th Crescent Crescent, Glen View 1 Harare
Harare, 00263

We are concerned with the well being of mankind & positively impacting the lives of those around us in areas of Health Care Services. Unconventional ideas and new perspectives are ...

Health Maintenance Greenworld Health Maintenance Greenworld
NELSON MANDELA AND FIRST Street MICHAEL HOUSE
Harare

Follow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/H3srHNwJ5740KxpILJNq7f *SKIN CARE PACKAGE* : Your skin care gets neglected while meeting the demands of work...

Glorious Health Glorious Health
Nelson Mandela And First Street
Harare

Happiness is believed to begin with good health.

Hailey's Wellness Spa Hailey's Wellness Spa
Harare

Relaxing your body, mind and soul with our therapeutic massages

Mbare stodart Zumba Fitness Mbare stodart Zumba Fitness
Mbare
Harare

Healthy Fitness Zumba cardio

Lifestyle Foods Zimbabwe Lifestyle Foods Zimbabwe
18 Cambridge Avenue, Newlands
Harare

Get the best of Healthy Foods

ELCZ-Eastern Diocese Tariro HIV & AIDS Project ELCZ-Eastern Diocese Tariro HIV & AIDS Project
2 Don Hidden Close, Hatfield
Harare

Tariro project is a hub of hope for HIV&AIDS and Orphan and Vulnerable Children (OVC).

Dare rasoko phiri naphiri Dare rasoko phiri naphiri
Harare

NDIRI MURAPI WECHIVANHU NDINORAPA NEBUTE NDIRI MUPANDI WEMATARE

Health tips for daily life Health tips for daily life
Fourth Street
Harare

Health tips for daily life

Othabs Wellness Othabs Wellness
6 Grasmere Lane, Borrowdale
Harare, 0263

OTHABS Wellness offers health, beauty and wellness products and services to individuals, families,

Mercy Ramani Yoga Zimbabwe Mercy Ramani Yoga Zimbabwe
Borrowdale
Harare

If you are contented;your daily needs will be met.All things will come to you.