Baba Rokadhiya
Let's talk content Monetisation and how to make money on Social media
Baba Roka makadii ndaitawo chichemo ndokumbirawo kuisirwa kupage kwenyu ndokumbirawo kubatsirwa nemari chero anokwanisawo kundibatsira nemari yekuti ndinoonawo chiremba ndirapwe ndine maronda mumuromo nepahuro zvino hazvizi kupera kubva last year November kusvika nhanhasi aschiripo ndakazama kuenda kuchipatara havasi kuda vanhu ndapererwa hama dzangu ndibatsireiwo ndikwanise kuenda kunoonekwa kuti dambudziko randinetsa nderei nokut hakozvino handichakwanisi kudya nekumedza zvakanaka Mwari wekudenga akuitirei zvakanaka ndingafara chaizvo mukandipindurawo nekundikandirawo kupage kwenyu nyaya yangu
0657386737
Kana wajoiner Gemgala copy your link and share kuteverwa kwaunoita nevamwe ndokuita Mari kwacho...Then wozotamba maGames to make more money
Link ndaisa muComment section
"The Mk party Supports March and March" Mk Party SG Sbonelo Nomvalo
05/06/2026
BREAKING NEWS ๐จ
The High Court has issued an immediate warrant of arrest for the detention of Ngizwe Mchunu after finding him in contempt of court.
The warrant takes effect immediately. Once arrested, Mchunu is expected to serve 10 days in custody in accordance with the court's order.
Makadii baba roka ndokumbirawo kusirwa nyaya yngu kupage kwenyu ndiri musikn ane 26 yrs ASI ndiri positive ndakazvara ndakadaro enda ndichiri ndakakwana hngu kutsvagawo wekufambidzana naye
Ndiri mu SA number yangu ndiyo please ndokumbirawo 084 755 1047
Bellville pakaipa izvezvi ๐ค
Vaal Mall, Vanderbijlpark, Gauteng.
Tamba zvima Game izvi now zvichakubatsira wava kwaSadza ๐
MaLink muComment section ๐
Haaa zvamanje manje pakaipa Pano paMzansi ๐ค
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Website
Address
Strand
7140