Simbotikadzi
Advertising. skits and motivation etc
Mugoona ini moyo wangu wainditi tanga fees
Mamuka sei nhaci se weekend kudai titende mwari vari kutigonera
Ishe wancu ingondipaiwo loan ye 40 million for my future money ndri pano panyika yu see me everyday handitize
Kungomwa sip yedoro wototanga kunzwa chirungu ne ma secrets zvichikwira pa huro
Dzimwe hama unotoona ari mupenyu kuti uyu pachaita mudzimu tichapinda busy
Ska takato zowirirana here kuti Satan anotya sauti ye mabhonzo
Morara munyasha
Vanhu vari mufoni mangu mukai ti**re
Mamuka sei se wknd kudai mukai tibatsirane kufunga nhamo dze nyika ino
30/08/2024
Handipise hangu asi ndikakuchidzirwa ndinobvira
MAMUKA SEI ? IN BIG LETTERS
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the public figure
Website
Address
Midrand