Perfect Chingarava

Perfect Chingarava

Share

Healthy and Beauty ❀️

24/06/2026

Mistake hombe yandakaita mulife kuramba ndchienderera mberi nechikoro ini ndagraduator kukireshi πŸ€·πŸ€·πŸ€·πŸ€·πŸ€·πŸ€·πŸ™†πŸ€·πŸ™†πŸ€·πŸ™†πŸ€· kutambisa nguva kaa uku 😜😜😜😜

24/06/2026

Problem yenyu munofunga kuti soulmate munhu anemari chete πŸ€·πŸ€·πŸ€·πŸ™†πŸ™†πŸ™†

20/06/2026

Fuel ikati ndadzika ini madomasi akati ndakwirawo futi πŸ™ŒπŸ™Œ zvepasi pano tazvitadza 🀷🀷

19/06/2026

Murambatsvina yasarirwa ne1round ikarohwa futi yobva yatonanga kumba kuzinofobhiya kwayakajairaπŸ˜€πŸ˜€πŸ˜€

19/06/2026

Ndinoreurura kutamba round ndega,sometimes ndichimbozvinyudza 😭😭

18/06/2026

Nhasi ndaona munhu wandakambotorera munhuwake aine imwe type yangu futi ndodii guys pindurai fast😜😜😜😜😜😜😜😜

Photos from Perfect Chingarava's post 18/06/2026

Ukaita mamoods usina kunyatsonaka hameno zvako😜😜😜😜😜😜😜😜❀️

17/06/2026

Sofar European teams are struggling,,,,inonbozvida here DRCπŸ”΅πŸ”΅πŸ”΅πŸ”΅πŸ”΅

17/06/2026
17/06/2026

Varume ma1 ndati πŸ€·πŸ™†πŸ™†πŸ™†

Want your public figure to be the top-listed Public Figure in Brakpan?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Address


Brakpan

Opening Hours

Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00