Mberengwa studio

Mberengwa studio

Comments

Makadii vagaries veMberengwa ndinotsvagawo Mwanasikana anonzi Abigail kana kuti Noliwe Chibanda or Nyoni , mwana uyu akabva na Mai vake ku Harare achirimucheche mai vake vachiti vavekuenda kumusha kwavo kunova kubMberengwa, zita ra mai rinonzi Fadzai or Fadzanai Nyoni vachiyera Nyoni zvekare
Camera quality inoita kuti ufunge kuti vamwe vanhu havasi ve class yako but sangana naye uone anenge achitoita kunge hove yakaomeswa..
Mberengwa goldmining sports *
Shona hagusi rudzi gwevanhu ,Shona kutukwa kwaitwa vaKaranga pavaivirawa neMadzwiti pavaivanda mumapako
Hi muno yes mberengwa my home .....Im Gloria looking for someone...help help
Hello... ladies and gentlemen I need your help... I'm looking and searching for my best friend by the name...Ndlovu Pamela.....we did..form 3-4...in 1998-1999...at Swazi Secondary...her young sisters were.. Magatsheni Gatsheni, Phumlani and Bangisani....Their father was a teacher...He was teaching Agriculture... they were from Mberengwa...but lm not quite sure about where exactly... please help me... your help will be highly appreciated....
Hie guyz I'm obert zivanai Shiri I'm looking for my family I grow up in prumtree I head that I'm from mberegwa my father's name nelbert Shiri he was working in hipo Vali my brother's name simbarashe Shiri he was working in chirezdi sugar I don't have full info please help me out guys my son's brother Shelton Shiri her mom's surname is masiziba my mom was slivia moyo
ndiri kutsvagawo vaka pinda chikoro pa sandawana primary
Im from Neta mberengwa and you?
Am selling a 200sqm residential stand at mberengwa office, ready to built
0783295682 call
0712959418 app
0788076838 app
Hi my name is Vakai chikandami im looking for Perseverance Moyo her mother was Netsai Moyo .Her family is from Nyamhondo Manyenge primary school and i heard she stays around Mberengwa offices her family member is Grey Moyo. Any informartion you can contact me at +27730604671.Thank u in advance
NDIKUTSVAKA MOMBE YEKUTENGA AROUND MBERENGWA NDODA TSIRU ANARO Unondiudza kana uchida marands or mabond kana ,USA INBOX ๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘ndatenda hangu

Tell me something you need us to Post for you, which can help someone At Mberegwa studio we do everything you want . We help spreading your message around the world if you are looking for someone we are here to help you.

We publish your music. We record music. We also have marriege advisors if you have an issue about your marriege you are welcome to tell us and we will help you solve it privatly. If you have a joke or something you wantus to post for you just give usa message. AND DON'T FORGET TO LIKE OUR PAGE. Thank you

Operating as usual

17/04/2022

wakamboti wakatarisa mudiwa wako wobva wati nemumoyo apa ndopandakaita dzungu risina basa๐Ÿคช๐Ÿคช๐Ÿคช

16/04/2022
09/04/2022

Tokuzivai hamukwanisi kugara ndisipo

04/04/2022

Musati Zanu haina akaivhotera yakaba ma votes ndiripo ini ndakaivhotera mugondidii

02/04/2022

Vakomana ngwarirai mazuvaano vakadzi varikuno vavekungoda kuti shandisa kurara newe vokusiya nxaa

31/03/2022

Nhaimi mabinya achiriko here ini ndakangokura kuchingonzi mabinya but handina kumboona kana 1

29/03/2022

Pliz dananai neanokufadzai hazvinei kuti unofunga kuti ndewani vanhu ndevaMwari๐Ÿ™ˆ๐Ÿ™ˆ

27/03/2022
27/03/2022
23/03/2022

Wakamboshaya mashoko uchinamata zvekuti unosvika pakuti saka madyei nhai samasimba

21/03/2022

Nhai vanababa, ndechipi chivi chirinani, kupomba nemhandara kana kupomba nemudzimai wemunhu ?

18/03/2022

Many ladies are single because they want to marry a HusBank and not a Husband

15/03/2022

Roorai vakadzi vakadzidza,magaro haitisi mwana homework
๐Ÿƒโ€โ™‚๏ธ๐Ÿƒโ€โ™‚๏ธ๐Ÿƒโ€โ™‚๏ธ๐Ÿƒโ€โ™‚๏ธ๐Ÿƒโ€โ™‚๏ธ

14/03/2022

Kamuimbiro kanoita vamwe vakadzi kumakuva unotoona kuti kuda driver we Doves chete

13/03/2022

Hauna mari apa urikunamatira kuti urarame makore akawanda saka unoti uchadyei makore ese iwayo.

12/03/2022

1986, 1987, 1988, 1989, 1990, 1991, 1992, 1993, 1994, 1995, 1996,1997,1998,1999,2000 mahuriro amurikuita handisi kumafarira zvangu

10/03/2022

Vana vachigeza vese kasikana kakatarisa kakomana ndokuti nhasi ndazozviona kuti sei uchindikunda kumhanya ndanga ndisingazive kuti une ka gear

09/03/2022

Unombonzwawo zvichidiiko pakuchinjanisa varume kwaunoita kuya. Asi kana zvonzi uri hure wotsamwa

09/03/2022

Ukandifonera husiku ukanzwa ndakuti"Chiiko handzvadzi kwakanaka here handzvadzi?"

Chihandzvadzikawo ka nhai, haikona kuzotaura mashoko erudo handiti munoziva husiku phone inoita kunge yakaiswa pa loud speaker. Munotikuvadzisa.

08/03/2022

Let's play a game

Text your boyfriend/girlfriend then stop breathing until he/she replies

07/03/2022

Paunoti nhasi ndinoda kunomuramba nhasi wobva wati ndoda kumurambira pavanhu pamunosvika pavanhu obva atanga iye kukuramba

06/03/2022

Nhy guys ndokumbirawo madirections ekuenda kusango riya rainzi rinopa waneta cz pafeya ini ndaneta hangu ini ahh

04/03/2022

My sister is here also

04/03/2022

If you like my page or invite people to like it you're the best person inbox me now

01/03/2022

Uummm haya iwevo uchiri kupfeka jean skirt ine belt? Kkkkkkk haya

26/02/2022

Munenge muchisimbisana henyu kuti nothing can separate us tobva tapindira zvedu isu ana nothing vacho

24/02/2022

We will be live on Saturday 26 February 2022

21/02/2022

Manga muchizviziva here kuti kana tiri mujoni ukangoona mukadzi akangopfeka zvisina kumufita aneka skin sekemurume so ibva waziva kuti muzimba munhu iyeye

20/02/2022

vaya vanorohwa nevakadzi taane solution,tiza uchitenderera nechuru Vana havazombozivi Kuti ndiyani arimberi

19/02/2022

A book is a idea

16/02/2022

Pane anoziva here kuti ma windows applications anotengwa se

15/02/2022

www.youtube.com

Vhura link iyi Mberengwa studio is now uploading mixtapes check this out

https://youtu.be/KhMAVigUEPo

www.youtube.com

13/02/2022

Unoona munhu achifarisa sembudzi inosimudza muswe ichikanganwa kuti ndobhurugwa
๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

09/02/2022

Kushata hakunakumbonyanyoshata chakashata pakushata kuzoshatisisisa zvakashata zvekuti unonzi wakashata nevamwe vakashata

๐Ÿง”๐Ÿฟ๐Ÿง”๐Ÿฟ๐Ÿง”๐ŸฟZvobhowa

Videos (show all)

Address


Main Street
Zvishavane
2676
Other Zvishavane advertising & marketing companies (show all)
Perfect Picture Motion.ZW Perfect Picture Motion.ZW
Chimedza Complex
Zvishavane

Graphics designing, Drone and strobe hiring

I.C.T Information DESK 1 I.C.T Information DESK 1
Zvishavane

WE INSTALL WINDOWS SOFTWARE IN PC FROM WINDOWS 7 HOME TO WINDOWS 10 PRO AND LUMIA FROM 8.1 TO 10. WE ALSO GIVE ADVICE ON HOW TO FIX WINDOWS ERRORS.RECOVER LOST DATA AND WE ARE SELLING SOFTWARE GAMES LIKE ATS AND ETS UPDATED GAMES FROM AS LITTLE AS $1

Colobin Technologies Colobin Technologies
Zvishavane

Printing Services, Computer Repairs & Accessories