Fidza Wenharo Jokes
Nearby advertising & marketing companies
1 Kingsdale Walk P.O Amby Greendale, Harare
5 street and 12ave, Bulawayo
+263
Mutare Plot 17623 DMvura, Mutare
Kadoma 00263
24ndoroshava rd, Harare
Kuwadzana, Harare
Jason Moyo, Bulawayo
The Harare Club Hotel, Corner Nelson Mandela and 3rd Street, Harare
Harare Zimbabwe, Harare African Township
Harare 1637
Chimanimani
Harare
118 R. G. Mugabe Way and 12th Avenue, Bulawayo
Nyambuya Road, Harare
FIDZA WENHARO JOKES
https://chat.whatsapp.com/DnGh7hZj8siBbmOGGVT0Pk

Ndidururirei ngoni

Kkkkkkk

Hello
Nhasi ndri kuno hangu
Nyika inovakwa nevene vayo

Ndri kufambira nyaya dzacho

Mandisiya panguva yakaoma mbuya vangu
Rest In Peace Gogoππππ
Ko ma promise edu ndopiwa nani manje
Fambai murugareπππππ

Mamka sei nhasi
Mamka sei nhasi
Mangwana ndiri kuenda kumjolo naBae wangu
Ndokumbirawo kuudzwa kt ndongoita sei kana ndasvika nokuti ndokukutanga plz
Mukaudza nadzo ndo trainer zvamoda imi
Mobhadhara kana imbwa yogona kuenda kuhukura ππππππ

Ndri kutamba nembwa hangu
Kwete kt ndri kutamba nembwa bt ndri kutrainer imbwaπππππ
Talent Chikomba

Mr Fidwen
Guys murikurwadziwa ne Jacket neShangu hre
Muri kutadza kuisa like necommentππ

Morning
The value of X
Ini handizi kt munhu uyu akaita sei chaiko
Ndinotya kuzodzingwa basa ndikafamba neBadge ππ

Mwari makanaka mazuva ese

Hello
Chimbotenda Mwari nezvavanokupa
Dai kurambiwa kuriko kufa tingadai takafa kare
Mwari makatipa maruva enyika
Sei achisvava kana Tava nawo
Paita nyaya yanetsa apa
Paita kupopotedzana pasangana ndenge

Mr Fidwen
Ndakabika sadza necandle
Ndakaona chipoko chichi sakura
Ndimbonakirwa zvangu
Magumo anenyaya
Ndinodada neNyika yeZimbabwe
Vana ivava ndovapeiππ
Tinashe Nasho Chenjerai
Support this guys wooooh

Hie guys
Thanks for supporting me on social media

Mr Fidwen
Kunyepera kundifarira uko
Munhu 1 anokuda usina chinhu
Moms vako chete
Maswera sei nhasi

Musikanzwa ino bhadhara guys
Dickson Chikomba