Wengezi dotcoms

Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Wengezi dotcoms, 7313 mutare, Mutare.

[08/15/14]   ZBC nhai aChinotimba munotii nemutongo waGumbura 40yrs pakubata rape kwaakaita Chinoz ahh kana vachiti kubata rape 40yrs koisu tinoirima kubva kufira mujeri ini pandakazvinzwa kuti Gumbura apiwa 40yrspakubata rape ndakabva ndatoitema ikozvino ndakurima tsunga,covo muboora nezvimwe zvakadaro kwete rape ndofira mujeri kkkkkk musaseke mega share

[08/11/14]   Ndimi makaita shona mukapasa...munoti hondo ikauya munoirwa...tuhondo tukauya munoturwa....zihondo rikauya munorirwa...ko svihondo svikauya munodiniiii ???????

[08/11/14]   Mashai ekuba:imwe mbavha yakafunga zvekunoba pa hosptal,yakasvika ndokupinda nepawindow yakapinda munekamwe karoom ichibva yaona tunyama twengeturi mu plastic sezvineiwo mbavha iyi yakabvayatopedzera nhomba yenyama ipapo nekt yainyatsowawirira kunge biltong, mbavha iyi zvekuba yenge isasazvifungi nekut yanga yaguta , yakabva yabuda nepadoor rekaroom kaya ichibva yaona padoor paine sticker rakanzi CIRCUMCISION ROOM saka iwe kufunga kwako yakadya chii? senderawo wamwe uchiwabvunza!

11/08/2014

Timeline Photos

11/08/2014

Timeline Photos

[08/11/14]   Mashai ekuba:imwe mbavha yakafunga zvekunoba pa hosptal,yakasvika ndokupinda nepawindow yakapinda munekamwe karoom ichibva yaona tunyama twengeturi mu plastic sezvineiwo mbavha iyi yakabvayatopedzera nhomba yenyama ipapo nekt yainyatsowawirira kunge biltong, mbavha iyi zvekuba yenge isasazvifungi nekut yanga yaguta , yakabva yabuda nepadoor rekaroom kaya ichibva yaona padoor paine sticker rakanzi CIRCUMCISION ROOM saka iwe kufunga kwako yakadya chii? senderawo wamwe uchiwabvunza!

[08/11/14]   Ana wasu ari two azwa ngenhomba yekuda nyama kwakuchopinde muforest kuti atsvagire mhuri
nyama zvisinei akawanikidza chipembere chakarara sezvamunozivawo chipembere chinobudisa muchaza (matumbu) kana chakaite relax ana wasu kwakuchofunge kuti chakafa kwakuchobase moto
kuti amboite braai umweni wacho kwakuchobate matumbu echipembere achida kucheka ngeknife.
Sezvineiwo chakabva chamuka kwakudzosera
muchaza mukati pamwechete nemuoko wawasu kwakutange kutiza. Wasu akatanga achamhanya
nepadivi bhururu achitevera ari kumashure achisheedzera 'BATE TREE!, BATE TREE!' wasu akapedzesera
aneta nekumhanya nechipembere kwakusheedzera kuna bhururu wake ochoti 'KANA WASVIKA KUMBA WO BRIEFA AMWENI KUTI NDAHAMBE ngeANIMAL

09/08/2014

Timeline Photos

Telephone

Address


7313 Mutare
Mutare
300789
Other Mutare beauty salons (show all)
Inuka Cosmetics Mutare Tandy Inuka Cosmetics Mutare Tandy
Robert Mugabe
Mutare, 0263

Just check out the exotic locations in Istanbul Turkey � � � � � � � � Join INUKA today and let's work � � � � on earning 5 nights fully paid trip of nothing but fun and games. WhatsApp +263714162112

MAC Products Mutare MAC Products Mutare
Mutare

Offering a large selection of makeup , skin care products, and nail care items. Also offering cosmetic accessories.

Simply healthy Simply healthy
Simply Healthy Solutions 11 Chimoio Ave Mutare
Mutare, +263

simply health is an generation of which is based on healthy food and other healthy products.

AVON Cosmetics & Accessories AVON Cosmetics & Accessories
6 BATANAI ROAD, MORNINGSIDE
Mutare, 00263

THIS PAGE IS DEDICATED TO PEOPLE WHO WANT TO TRY OUR BEAUTIFUL TRIED AND TESTED COSMETICS AND ACCESSORIES AND TO THOSE WHO WANT TO EARN AN EXTRA INCOME.

AVON Distributor Precious AVON Distributor Precious
Towers Complex, Behind Sanhanga, Opposite AAZ
Mutare

Business opportunity to change your life. To order or join Call/ App 0774030319

AVON- Intrigue by Rue AVON- Intrigue by Rue
Avondale
Mutare, ZW

Hello guys,Im ur reliant Avon rep in mtre.To view the current catalogue a link is on the page.i can place your orders and join you in avon,look gud fil gud

Geemax Cakes & Snack Hub Geemax Cakes & Snack Hub
Sussex Gardens,Yeovil
Mutare, 00263

Sabi Oils Sabi Oils
Mutare

Natural Glycerine soaps and shower products

Rukudzo's Forever Living Products page Rukudzo's Forever Living Products page
Harare
Mutare, N/A

For enquiries of any of the products advertised or any other forever products you have came across contact me on +263774848901

Geemax Cakes & Snack Hub Geemax Cakes & Snack Hub
Geemax Angelique Bridal Centre Shop 7 ,Crown Mall, Next To Manica Post
Mutare, 00263

Start your own business today & increase your income. Join Oceane Perfumes as a Sales Agent & start your journey to Financial freedom. Call/App0773033906

Avon Business Opportunity - Blessed Tanyah Avon Business Opportunity - Blessed Tanyah
Mutare, 0263

Avon is a company for women. It specialises in cosmetics, fragrances and toiletries. It also has jewellery, handbags, hair products, bags etc

Wiz Sale Fashion Wiz Sale Fashion
Mutare

Wiz Sale Fashion is a Clothing, Apparel, Kitchenware and Gadgets Online Retailer.