Max-Lucre Agric

Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Max-Lucre Agric, Shopping & retail, Westlea, Mutare.

turkeys vs black astrolop 19/06/2021

turkeys vs black astrolop

turkeys vs black astrolop turkey and chickens can be kept together peaceful

17/06/2021
13/06/2021

*Pasted vent*

is common in chicks but not in adult chickens. It is also called pasting, vent gleet or pasty butt. It is a situation whereby dry droppings seal off the vent of chicks so that they’re unable to pass out droppings.

This is a serious condition that needs immediate attention. So it is very important that you always keep an eye out for signs pasted vent.

*Signs include*:
*Lack of appetite
*Lethargy (weakness)
*Huddling near heat source
* fluffed up downs.
..

-Pasting occurs only when the vent is sealed off.
- It is usually unnecessary to clean this off.
-However, if it is a thick mass of droppings, clean it off.

*Causes of Pasting*

-Pasting can be caused by anything that stresses the chicks or by anything that cause loose/watery droppings.
-Cold and too high temperature can cause it. Under high temperature, the birds drink more water and this result in loose droppings.
-Worms, coccidiosis, illness, conditions that cause diarrhea etc can also cause pasting.

*Prevention*
1. Avoid chilling or overheating by providing the correct brooder temperature for the chicken age.

2. Prevent disease and parasite infections by observing strict biosecurity measures, keep the brooder clean and dry.

*Treatment*
*Remove the droppings blocking the vent. If it is soft, you can simply remove it with a stick.

* If it is dry and hard, it would require soaking with warm water. Rarely, the dry droppings will extend into the vent.
* After removing the past, ensure that you clean and thoroughly dry the chicks before returning her to the brooder, or else they might get chilled and the problem will reoccur

*NB. Vent pasting can lead to high mortalities if not attended early*

*AGROVET AGRICULTURE TOTAL AGRO AND VETERINARY SOLUTIONS*
32 Herbert Chitepo Street and Railway Avenue Downtown Robots Mutare
App/call +263779818551
+263784637349

13/06/2021

➡️ *Kuvharira macurtains huku dzapfuura 3 weeks*

➡️ Kusadzimira malights pazvikafu zvinoda kudziirwa
_NB National Foods Feed haidzimirwe, haiuraye huku_

Treatment
NONE
JUST STOP WHATEVER CHINOPA HUKU BP

vanhu vanoshandisa Bedgen 40 asi hairapi inochengetedza chiropa chisazvimbe
*Good morning varimi mose mose. Nhasi toda kutaura nezvefeed nebasa rayo.*

*Varimi vazhinji vanorasika nekusaziva basa refeed*

*Did you you know?*

➡️Feed haingopiwe zita nje.
➡️Mazita ekuti starter, grower, finisher anomirira basa rinoshanda feed.

➡️ *Nhiyo painobuda muzai inenge isati yavanezvemukati zvakakwana kusanganisira matumbu nekudaro;*

➡️ *Basa rebroiler Triphase 1 starter crumbles (21%CP) nderekukudza zvemukati zvehuku*

➡️Huku dzikatonhorwa, dzikashaiwa pekudyira nepekunwira pakakwana, dzikapiwa chikafu kana mvura inetsvina, dzikashaiwa mweya wekufema wakakwana wakachena, dzikasawana pekugara pakanaka(bedding) kana kushaiwa mwenje wekuonesa hadzidyi starter nekudaro hadzikuri zvemukati

➡️kana huku ikasadya starter hairebi matumbu, nekudaro unenge watoisetera pace yekukura nayo, pagrower ichangodyawo zvinokwanirana nematumbu ayo ndodziya dzinosaririra zvekutozotanga watengesa hombe kuti uzofeeder diki.

➡️ *NB. Kupfuya broiler kuripakudya starter mumasvondo maviri ekutanga dzikasatokura ipapo zvatovharana*

✅ *Nhiyo inobuda muzai ichirema 35 to 45g then ikadya starter first week tinotarisira 175g then pa2 weeks 437g. Izvi zvinoreva kuti huku inopeta uremu hwayo ka11 nekudya starter chete*

➡️ *Huku ikasadya starter haichatokuri zvakanaka*

➡️ Huku inofanirwa kudya 0.5kg of starter maximum (ndosaka tichipa 50kg per 100birds, 25kg per 50 birds etc)

✅Broiler starter Triphase 1 crumbles ndiyo inostarter internal growth ndosaka ichinzi starter. Haina zvimwe zvatinoita

*➡️Basa regrower pellets /crumbles (19.5%CP) nderekurebesa huku*

➡️ Huku ikadya grower inoreba asi hairambi ichingoreba inoguma pa4weeks

➡️Huku imwechete inofanirwa kudya 1.5kg dzegrower ndosaka tichipa 150

13/06/2021

*AGROVET AGRICULTURE*

Good morning varimi mose mose mose kwamuri

Nhasi toda kutaura pamusoro pecondition inokanganisa huku

*ASCITES*

*Chii chinonzi ascites*
➡️icondition inouraya huku pa3 to 5 weeks
➡️Icondition inowanzoonekwa nekutsvukuruka kwehuku nemvura mudumbu (water belly)

*Explanation, tsananguro tese tinyatsopabata*

Nhiyo painobuda muzai inenge isati yavanezvemukati zvakakwana kusanganisira matumbu nemoyo. Basa reTripase 1 broiler starter crumbles nderekukudza zvemukati zvehuku. Kana huku ikasadya starter haikuri zvemukati kusanganisira *moyo*. Huku painenge yavepa4 weeks inenge yakura body nekudya grower saka Moyo unoita mudiki wotadza kufambisa ropa kuendesa kumuviri wese. Kushaikwa kwemhepo yakakwana, stress inogona kuuya nekushifter zvechibhubhubhu, gwema rematosi (ammonia gas) zvinogonawo kukonzera kuti pressure yeropa (Blood pressure) iwedzere moyo wokoniwa kuendesa ropa kumuviri wese. System yehuku inobva yatsemura Tsinga dzepamatumbu mvura yemuropa (blood plasma) yobuda kuenda mudumbu kuitira blood pressure (BP) idzikire.

Muchidimbu chinonzi *ascites Hachisi chirwere* nekudaro *hairapiki*

*Ascites iBP dai kuri kuvanhu*.

*Inotokonzerwa nevanhu nemachengetero avo ehuku*
➡️ *VANHU NEMABATIRO AVO EHUKU NDIVO VANOPA HUKU BP*

*Zviratidzo zveascites*

➡️kutsvukuruka muviri wese
➡️kufa huku yakavhumbama
➡️mvura mudumbu
➡️Tsinga dzakatsemuka nekutanda pamatumbu seidzo dziripaphoto
➡️Chiropa chihombe chakazvimba seicho chiripaphoto

*Ascites inokonzerwa nei*
Chinhu chese chinoita kuti huku isadye starter zvakanaka. Rangarirai starter ndiyo inokudza zvemukati zvehuku kusanganisira matumbu *nemoyo*

➡️kutonhodza huku, kudziisa manheru chete, zvigubhu etc
➡️kushaya mhepo yakakwana irifresh, *kuputira huku nemaplastic*,

➡️kugarisa huku mumadhaka, *bedding nyoro* regai ndidzokorodze zvekare *utsvina pabedding*

➡️kushaya pekudyira nepekunwira pakakwana

➡️Kushaya feed nemvura zvakachena (uyanga, utsvina)

➡️ *Kushifter huku zvechibhubhubhu*

➡️ *Ku

10/06/2021

Its all about your mindset Max-Lucre AgricMax-Lucre AgricMax-Lucre Agric Agric

Videos (show all)

Address

Westlea
Mutare

Other Shopping & Retail in Mutare (show all)
Emmart Emmart
Suite 7, Belmont Building
Mutare, 0

Home of electronic gadgets, computers, laptops & accessories, TVs, mobile phones, jewelry etc

FAIR DEAL MEGA Centre FAIR DEAL MEGA Centre
23 Herbert Chitepo Street
Mutare

For all your Furniture, Bedding, Foam and much more

Ronald Bvirinyangwe Ronald Bvirinyangwe
9432,Area 16 , Dangamvura
Mutare, 00263

Installation or operating software both cellphone and laptop

Baker's Craft Shop - Mutare Baker's Craft Shop - Mutare
Mutare

For all your baking supplies, decorating tools, edible prints, personalized cake toppers, candy, cake packaging and so much more....

Bargain Hunt SA Bargain Hunt SA
123 H.Chitepo St
Mutare, 263

find whatever you need , or we'll help you find , place your order we'll deliver it to you within 7days!!!

Price kings Price kings
56 Herbert Chitepo Street
Mutare

Furniture, home appliances retail store

Manica Pharmacy Manica Pharmacy
Mutare

Address: Shop No 6 Fidelity Building, Mutare, 60401 Open: Mon-Sat 0730 to 2100hrs Sun&holidays 0730 to 2000hrs

Animal health,crop life and pest control centre Animal health,crop life and pest control centre
Bechnough Bridge
Mutare

Animal and crop science.

Best Butchery Best Butchery
59 First Street
Mutare

where quality meat is served

Clothing,Grocery,Bulk airtime & Forever living products Clothing,Grocery,Bulk airtime & Forever living products
Corner Robert Mugabe & Second Street(Amtec Building) Mutare
Mutare

we are suppliers of cheap basic commodities, bulk airtime(all networks), second hand clothing(bhero all types) & forever living products( toothgel, aloe vera gel etc)

Mwana Trust Mwana Trust
Mutare

Mwana Trust is a faith-based and non-profit organisation which works towards empowering and promoting the rights of the children.

WCH Wristbands Zimbabwe WCH Wristbands Zimbabwe
Mutare

For plain and engraved wristbands with the color of your choice. Done as per client specification Can supply any quantity anywhere in Zimbabwe