EasternDiva Beauty Doc

Aesthetician, hairstylist ,skincare consultant , talkshow host, actress, Journo

21/06/2024

Aiwa ndinombatenda ngesupport yemunondipa mazwa ere nation wiiide♥️♥️♥️
Mutare 0772602521

19/06/2024

Ehe kunze kune chando but sandi passport yekuti musalooke lookeba. Gadzirwai misoro musadaroba mazwa ere.
Mutare 0772602521

18/06/2024

Tinodura nzee
Mutare 0772602521

17/06/2024

She traveled all the way from Chiredzi.
Thank you so much for the support anhu mwii handigoni nemi. Anhu ekuchiredzi munodika♥️.
Mutare 0772602521.

15/06/2024

Kudhara hairdresser aionekwa semunhu asina basa. But now munhu angoita access yeglue neblower akutozviti ndinoita wig installation. Vamwe wari kuitwa mainstallation wasina kurukwa kana freehand pasi. Kungopfekedzwa net nekutonamwa. All this is because makaona kuti chihairdresser chine mari hanti 😂. Hatirambi competition but kana muri mawig installer musarambe kuti muri mahairdresser tiri musame field 😂. Haaaa team rinomirira installation chete hamusi kuriziya imi 😂. Ko kuzodzikisira isusu tinokwenura hedu makwene tichiruka zvese zvese. Mawig installer neteam rekuMukuru same what'sapp group 😂🏃🏼‍♀️.

14/06/2024

Muchatijoina henyu kumawig😂. Ndakamborukira anhu pasi pemukotopeya asi handina hangu kumbosvika pastage iyi🙌🏼.

14/06/2024

Asi mabhoyi zviya tine drama😂. Kwazi ndine magenit@l warts ndoda kubviswawo. Endai kuhospitari that's a medical condition inoda wezvehutano.
Mutare 0772602521

13/06/2024

Ndakaba chigero chemabarber asipo aenda kubhora. Kwakugera mungezi wawo kwakuisa futi mare yacho muhomwe. Ndomaziire endakaita kuzhezheudza musoro😂.
Mutare 0772602521

12/06/2024

Anhu asikakoni kukama musoro anode zvemacut musashupikeba iyi aimboshupiba.
Mutare 0772602521

11/06/2024

Takatokodora mhopo kuusu kwemungezi. Before and after she's healed haaa musatyeba azvimborwadziba.
Mutare 0772602521

10/06/2024

🚩🚩🚩🚩.
Newer, bigger and better 🎉🎉🎉.
We're now upstairs. Same building kufront opposite Electrosales.
Mutare 0772602521.

05/06/2024

Mungezi wangu came all the way from Marondera for a hairdo 💃❤️. Ndodiwa ini😍.
Mutare 0772602521

04/06/2024

I covered alopecia with a hairspray.
My strength is to cover the flaws and beautify you😍 mazwa ere.
Mutare 0772602521

03/06/2024

Giving back to the community with the help of Facebook family and friends 🙏🏽.

01/06/2024

I'm super excited 😁😍.
ZNCC Young Entrepreneur of the year Award Winner 💃💃💃.
Hustle till you make it 🎉

30/05/2024

Kaladies cut manyama 😍. Hoyooooo ✂️
Mutare 0772602521

28/05/2024

Pane mangezi ekuti anotoona kuti hairdresser wangu nhasi haasi right. Ukaona uine mungezi akuziya character yako achimira newe mubatisise. Andizi kuti mozomujambisa que ummmba 🤣treat them equally. Apeno kuti uchamubatisisa sei🤣.
Mutare 0772602521

24/05/2024

Anhu aruda kuchata muna August garai mauya kobhuka😍musazoti tinovhaira kana takuti tiri fully bhukud.
Mutare 0772602521

23/05/2024

Musashupikeba pane macut asikanetsi kumaintainer kana makudzimba kwenyuyo.
Mutare 0772602521

22/05/2024

Ndakareprimanda mungezi wangu kuti asiye tsika yekugera zuda muwinter🤣.
Mutare 0772602521

20/05/2024

We visited Gogo yesterday 💃💃💃she was all smiles and tears though imwe yacho wakavhiringwa nemoto 😍😢.

20/05/2024

Appreciation post 🚩🚩🚩🚩❤️❤️❤️💃💃💃💃💃
Thank you so much everyone who contributed. Unfortunately handina kuzokwanisa kuenda kudangamvura kunotora hembe but chengetai mamie I will come for them Muchazoreka.
Those who still want to contribute nditumei ndiripo.
Mutare 0772602521.

18/05/2024

Hustle till you make it 😍.
Happy Saturday to you all ❤️

16/05/2024

Tine kasecret hairstyle kedu kune wanotya kumaintainer cut and tong.
Mutare 0772602521.

15/05/2024

Takucontinya nerwendo redu😍. Kana painewo anoziya mom's ari pekutanga or pawanogara ndokumbirawo mundibate. Unfortunately we couldn't take her digits hatina kuziya zviri mberi 🙏🏽.
Mutare 0772602521.

13/05/2024

Kunze kune vanhu vane rudo mhani. 💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃Musikana ari kufara 💃😍musikana ari grateful 🙏🏽.

13/05/2024

Nezuro takaenda kuSakubva kunopa magolden girls mawig as part of giving back to the community since yanga iri mother's day. But takabvako tasurukirwa nekuti masituation atakasangana nawo airwadza. I only wish dai wig riri gumbeze. To us it became meaningless kupa ana gogo mawig😔.
Kana paine anhu arikusundwa naMwari ndokumbirawo rubatsiro rwemagumbeze. Kune waichema kuti dai Mai vangu wari wapenyu ndaitawo madanha ekuwapa present. That same present ukapa nemufaro nerudo rwakadzikadzika unenge watopa amai wako. Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira. Ndibatei pa 0772602521.

12/05/2024

Ndabeautifier Mhaiyo angu as a mother's day present 😍. Pekupedzisira ndakudzipa kachimare dzakuramba kwazi waicheme maskuru fees saka wozondipa hako monthend ndizokande kasociety kangu🤣🤣. Imiwoye zviriko ere.
Happy mother's day Mom and all great Mommies here🌹💐❤️❤️❤️.
Mutare 0772602521

10/05/2024

Imiwee nyama dzakaita kuneta tanga tine muchato kani muEasterndiva beauty clinic medumo😍. Congratulations to our bride today💃💃💃. Anoda kuitwa zvemuchato musatye we got you covered.
Mutare 0772602521.

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Mutare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Videos (show all)

Davido and Chioma wedding dance🔥
Ku South Africa ndokune drama rese manje 😅  #kingofsqauts #training #church #fitness #reelsviral
How to outshine everyone 😅 dressing,confidence and style
Aiwa ndinombatenda ngesupport yemunondipa mazwa ere nation wiiide♥️♥️♥️Mutare 0772602521#WeMove#peace#trending#happyclie...
Ehe kunze kune chando but sandi passport yekuti musalooke lookeba. Gadzirwai misoro musadaroba mazwa ere.Mutare 07726025...
Biko's Manna family So talented #family #america #kids #southafrican #americagottalent
Tinodura nzeeMutare 0772602521#WeMove#peace#salon#babygirl
She traveled all the way from Chiredzi.Thank you so much for the support anhu mwii handigoni nemi. Anhu ekuchiredzi muno...
Asi mabhoyi zviya tine drama😂. Kwazi ndine magenit@l warts ndoda kubviswawo. Endai kuhospitari that's a medical conditio...
Ndakaba chigero chemabarber asipo aenda kubhora. Kwakugera mungezi wawo kwakuisa futi mare yacho muhomwe. Ndomaziire end...
Anhu asikakoni kukama musoro anode zvemacut musashupikeba iyi aimboshupiba.Mutare 0772602521#WeMove#peace#trending#happy...
Takatokodora mhopo kuusu kwemungezi. Before and after she's healed haaa musatyeba azvimborwadziba.Mutare 0772602521#WeMo...

Telephone

Website

Address


Trade Route Mall 39 Second Street Mutare
Mutare

Opening Hours

Monday 08:00 - 17:00
Tuesday 08:00 - 20:00
Wednesday 08:00 - 17:00
Thursday 08:00 - 17:00
Friday 08:00 - 17:00
Saturday 08:00 - 17:00

Other Spa, Beauty & Personal Care in Mutare (show all)
Avon products by salma Avon products by salma
Mutare

Get yr Avon products at a low prices from as little as $2 .Products includes cosmetics,handbags and watches

SenChem Private Limited Co. SenChem Private Limited Co.
Chikanga, Mutare
Mutare

For Disinfection,Hygiene and Sanitation solutions

Vickies Beauty Addicts Vickies Beauty Addicts
Mutare CBD. Harare CBD
Mutare

A house for all your best skincare needs . For removing acne , pimples , glowing , fixing dark marks , brightening and maintaining even tone skin .

Shammy's Manicure Shammy's Manicure
Mutare

Nails,Makeup,lashes

Lavish Hair by Mercy Lavish Hair by Mercy
Mutare

Suppliers of 100% Brazillian hair wigs and extentions and haircare products at affordable prices.

Millicent Millicent
Mutare

Let’s do Avon💄with Mimie💅🏼

Inuka cosmetics with Vale Inuka cosmetics with Vale
Chikanga
Mutare

Inuka provides a wide range of products from perfumes to a whole lot of beauty products.say yes to the bussiness today and contact me...start your own side hustle and free your min...

Yvee Beauty Hub Yvee Beauty Hub
Zimunya Mutare
Mutare, 1999

Bongani tsamwayi braided wigs Bongani tsamwayi braided wigs
Dangamvura Mutare
Mutare