Tiri KwaChihota

Tiri KwaChihota

Comments

Hie guys tiri wakati Bernard mabiza akabira munhu masandi ukandipenda nepanty yered so nw kwakabiwa mombe muraini kwachagaresago so wakadii kuvaudza kuti ndimabhiza futi musadaro imi
Kwaziwai ndotsvagawo hama dzangu dzekwaMupemhi ndinonzi Maxwell Chidenga ndakarerwa kunjanja kwanasekuru kwaberekwa mai baba vangu vanonzi Taurai Mupemhi vanonzi vanobva kwachakadini ndingafare ndikazivana nehama dzangu 0026774211635/ 0026772889253
Veduwee batsiraiwo hama yedu iyi.
Maswera sei vana vepachihota vanhu vekuVillage rekwaUkama kna vachida kunotora chitupa vanoshandisa Chief upi
NDIYANI ANOPAZIVA APO
ndeipi surname yakakunakidza maChihota umu ,ini yekuti Chirasabadza
Makadii makadii ndikutengesa ma jeans12us each 10us wholesale nema shirts evarume school shoe zvine ma price azvoo support hama yenyu
Palandos apoo murisei
Makasimbawo here.Zita ndinoitwa Bruce.

Ndandichikumbira kubvunza kuti pane anozivawo munhu anonzi Mathew/Mateo Gandiwa here?...Anonzi anga ari Buss driver/inspector wemabhazi ekwaNgonidzashe makore ivavo..kana zvichitaurwa VaMateo ava wakashaya kudhara. And makore avo kana dai vanga wachiri vapenyu wanofanira kuva wari kuma over 90 years..Asi vanotaura vanonzi vanga waine Barika aine vakadzi vaviri or zvichibvira kudarika. Kana ndisingakanganise anonzi aiva nemunin'ina wake anonzi William anenge aivawo bus driver..kumusha kwawo kwawanobva kunofungidzirwa kuti ndekwaChihota or Murehwa, hapana kujeka ipapo kusazoziva kuti ivillage ripi or sabhuku upi or chief upi.

Vana vake vanoziwikanwa panonzi pana John, Erina and Jane nevamwe wakawanda wanda wandisina kuzozivawo nezvawo

Kana paine anoziva munhu uyu or anoziva hama dzake ngaandibatsirewo nemadetailz or vanondibata panumber idzi

+27842583427 /OR +26371622 730

Ndinotenda kuna wose achabatsira
*TaffieSolarSolutions*

*495USD*

Good day to you all,thinking of making your parents smile😊?
Don't worry we got you covered, we have the _*FADZA MUBEREKI*_ package _*MAKOMBORERO MAKURU ANOBVA KUVABERRKI*_, this package includes...

~110watts panels ×2
~50Ah/12v Gel battery
~1000watts inverter
~20amp regulator
~lugs
~mountings
~DC cable
~labour

*Only 495 usd*

Get in touch with the best TaffieSolarSolutions and enjoy the best services for less on

+27 788717791 app
+263 787701480 calls^app
+263 712587895 calls^app

December Angasvike Vabereki Vari Murima Pafunge🤔🤔🤔
*Zvichiitirwei for the y*

Solar installation fix and supply
3 months to or 90 days to pay uchitoshandisa hako
Terms and conditions apply
Inbox TaffieSolarSolutions

Let the sun pay yo bills

https://chat.whatsapp.com/DzMySFGqkScDVhXrhntcRt
KO hanzii chiiko chikuitika paKadzviti apo nezuro kwakusina magetsi hatinakuonawo news......tipireiwo tinzwe
Kwanzi kwatsva ndekupiko,balance us pliz varikuziva

Huyai mose titandare tichitaura hupenyu hwedu Tiri KwaChihota. kubva kune dzeupenyu, dzebudiriro, dz

25/09/2022

Job Available

Hi Tiri. Ndiri kutsvagawo mukomana akuda basa rekuchengeta pamusha. Ndikuda munhu chero ane mhuri yake. Musha uri kwaSadza.
Mari ndotanga ne $80. Kana aine vana vechikoro tobatsirana zvakare ma fees.

Kana Paine arikuda basa chero asiri wemaChihota ngaandibatewo pa number +27612722411 WhatsApp.

Waita hako Tiri.

21/09/2022

St Davies

Mai Tawadzana, please muzukuru akufa ku Harare uku mhanyai munotora Mwana.

Tiri KwaChihota

03/09/2022

Mbavha!!!!

Pane Mbavha dze mombe dzasungwa kumusha kwenyu kuno. Panga pakaipa but pasungwa vanhu 8.

Mbavha idzi dzinosanganisira Revai Mutumba, Shima Nharaunda na Nobert Matanga. Revai atosvikirwa ne team pa den akasungirira mombe 8 dzekuba. 2 dzakange dzabiwa kwaJacob, three kwaMushangwe Seke area and three hadzati dzawana muridzi.

Iye Revai anoti akadzitenga kuna Shima Nharaunda uye dzimwe anoti dzakauya kumba kwake naRonald Chivhanga anova vakatiza naNobert Matanga but manje manje vanonyura chete.

Izvi Zvinoita kuti ndidade mhani nevakomana vedu vemutemo ava. Haa mirai ndipinde mu office ndivatambirise mari chaiyo mhani vakomana vanoziva basa ava.

Anyone akabirwa mombe please report to Mahusekwa Police Station.

Let’s make Chihota a safe place again.

Mbavha mujeri.



Well done vakomana.

Tiri KwaChihota!!!

02/09/2022

Welcome Cde.

Kudya Banana, kudya Yellow, Kudya Mango, kudya Yellow.

Ipapo ipapo chaipo. Hamunete here 42 years nezvimbwasungata, zvimharapatsetsetse, nhundiramutsime, nhutsvatunzva dzine moyo yerata nemiswe yehuwori?

22/08/2022

Remember him??

Photos from Tiri KwaChihota's post 14/08/2022

Tarasikirwa zvikuru KwaChihota.

Runyararo Shambambeva mwana wa Jose Shambambeva (hwindi) ashaya nhasi mambakwedza. Akaita tsaona kuGegutu last month.

Tine urombo kuna Jose nehama dzose. Kune vamwewo varume vakawanda varasikirwa ne kushaya kwe musikana uyu. Hameno kuti muriwo muchatengepi.

Pako wakapedza Ruru.

TiriKwaChihota!

12/08/2022

Tibatsireiwo kutsvaga mwana we kumusha kwedu uyu. Vabereki ndevekwaNenguwo paMuriva pachikoro paChakadini apo. Akapedzisira kuonekwa kumba kwavo ku Chitungwiza, Zengeza 3 Extension.

TiriKwaChihota!

10/08/2022

PaMahusekwa Hospital varikunditi haina mushonga hosha iyi. Vanozivawo makwenzi dobatsiraiwo tiwonesane.

TiriKwaChihota!

14/07/2022

Saka makazoti maChihota murikushandisa Lodge ipi zviya iripedyo nemi?

12/07/2022

KwaChihota mukutiiwo nenyaya yema gold coins? Haisi nzira yekuda kutorera vanhu ma USD avainawo here iyi sezvavakambotiita paya nema bearer? Tipeiwo pfungwa dzenyu.

TiriKwaChihota.

06/07/2022

Kwete zvokupedza madhunduru nema dimbwa uchichera nhika nembende.

06/07/2022

Ngarirai tushomatwo twasara...

01/07/2022

Sis ROSE MUSEKIWA mumwe wedu vanobva pa Samuriwo. Vari mu Funeral Services industry. Company yavo inonzi United Community Funeral Society.

Saka vakapa offer yekuti kana paine awirwa ne nhamo mukaita dambudziko rekutadza kutora burial order muHarare ingovabatai she will do it fast and FREE OF CHARGE.

Vanobatika panumber idzi:0774328964 or go to their page United Community Funeral Society. Mamwe ma services a vanopa aripamufananidzo uyu.

Musabhadhariswe mari nemakoronyera isu tiine vokwedu vanokwanisa kutiitira pachena.

TiriKwaChihota!

26/06/2022

Ko kukura kwese uku kushayawo akandiudza kuti Gwenzi iri rinosimbisa musana?

25/06/2022

Inonzii nyoka iyi? Inowanikwa here KwaChihota? Inoruma zvikuuraya munhu here? Inoyera/kushura? Inoita kurombesa here?

TiriKwaChihota!

23/06/2022

2023 murikuvhotera Spiwe Mukunyadze futi?

17/06/2022

Imbondiudzaiwo vadiwa vatariri vekwaChihota. Unoshanda here munamato wenguwo tsvuku uyu? Hazvisi zvekjnvoroverana cash here izvi?

TiriKwaChihota!

04/06/2022

Zvakawoma mufunge...

TiriKwaChihota!

03/06/2022

Hamungatadzi kuziva gwenzi iri. Pazvivanze zvenyu rinowanikwa and vazhinji munorishandisa zvimwewo zvisiri zvandikuda kukuudzai nhasi.

English name rinonzi stubborn grass 🌿. Igwenzi rine simba zvikuru rinobatsira kubatanidza pfungwa dzemunhu nemunhu womukati (it controls the mind and soul). Vanenjere vatobata zvandirikureva.

Gwenzi racho rinonetsa kudzura saka unokwachura woisa pasi pe pillow yako kana wovata zviya. Ucharotswa nokuratidzwa zvinobva mu munhu wako womukati.

Maybe a loved one that is dead has A Message For You, It’ll Be Exposed To You In A Dream At Night. Any Life Plan Or Business You Always Have In Mind Which You Want An Advise On, Will Be Revealed To You Through The Power Of This Herb. Maybe You Dream Always But You Don’t Remember It When Awake, This Herb Will Give You A Memory And Playback Of Old Dreams You Had Too. Make Sure You Go To Sleep With A Free Mind Devoid Of Much Thinking, Else It’ll Serve As A Distraction.

Zviyedzei nhasi chaiye mugonditenda henyu.

Sekuru TiriKwaChihota!

27/05/2022

Kana paine muskana ari smart and well behaved akanyora form 4 last year asina zvavari kuita and willing to work mushop pliz get in touch ku inbox.

24/05/2022

Munoitongavo sei yepa Materera iyi?

Spencer Mudhuva we mubhuku rasabhuku Savanhu kuMaterera akawanikidzwa pa weekend apa achiita bonde ne mwanasikana wemunin'ina wake Last Mudhuva. Akabatwa mu bathroom yakanwa aripamusoro pomwanasikana achitokavira mabhora mberi mubathroom. Mwanasikana ari form 2 paMaterera Secondary. Mudzimai waSpencer ndiye akasangana neshura iri.

Izvezvi akavharirwa paMahusekwa Police. Nyaya ikasatsikwa tsikwa irikufanira kuenda kuCourt nhasi kuMarondera.

Ndiwo makunakunaka aya? Inganaye here mvura muchidai vana vekwaChihota?

Tongai tinzwe.

TiriKwaChihota!

23/05/2022

Patrick Mukwamba.

Vamwe varikuti ndewekwaChihota futi. Ichokwadi? If so anobva nechepapi?

21/05/2022

Sandini ndataura chokwadi ichi.

20/05/2022

Mahusekwa Growth Point is under Chief Nenguwo. Not the surrounding villages but the growth point. Musandipikisa kana musati mara a mabhuku ari kwaDA.

14/05/2022

Akabata ngoma uyo haasi Mapfanya here? Kana asiri ndewekwaChihota chete. Aiwaa yabatwa ngoma iyo. Zvepfonda chaizvo.

TiriKwaChihota!

02/05/2022

Tine urombo nekurasikirwa na Peter Goredema wekwaMarembo mwana waMbuya Shumba. Akashaikira ku South Africa. Body to be repatriated to Zimbabwe for burial kwaMarembo. Zorora murugare Bla Petso.

Photos from Tiri KwaChihota's post 02/05/2022

Vazhinji venyu muno maisatombova kana mimba zvayo, vakazokuzvarai dzichiri mhandara namajaha.

Isu taive tavako hedu. Ndini hangu uyo ndakarara pahwindo raisavhurika racho. Zvaizonetsa waakuda kurutsa manje. Paunoti uchisimuka us Ike pane rinovhurika wanike perm dzese angova marutsi oga.

Takabva nokure

TiriKwaChihota!

30/04/2022

Guys may i know kuti amongst Chiefs
1)Mudzimuirema
2) Nenguwo
3) Chihota
Anoyera Soko Kumene ndeupi apa? Vamwe vachizoyereiwo?

20/04/2022

Ozwage, Give, Tonde, Elias nevamwe vakazongonyukawo vane tumweya mupengo apa hamuteere kana taakutaura zvaMwari chaizvo

18/04/2022

The Biggest Growth Point in Marondera West ndiani apaziva apa

14/04/2022

Ndiyani Acha mirira mu Marondera West constituency 2023?

09/04/2022

LETS'S HELP MWANA

.... ndiri kutsvagawo angazive vekwa Madzonge vanobva pedyo ne Chivake.Ndoda kuziva SABHUKU wavo,mwana anoda kutora chitupa baba vake vakashaya asi vaibva ikoko.Please assist.

Photos from Tiri KwaChihota's post 08/04/2022

DEVELOPING STORY...

Kana pane vakabirwa mombe pabatwa mota yakatakura mombe paMahusekwa vanhu vacho vatiza vakasiya mota Wish yeblack.

09/04/22.
Muridzi we mota yakasiiwa paivhiyiwa mombe dzakabiwa avakuzivikanwa. Anogara ku Girinora mu Harare. Ndookwaienda nyama. ZRP Mahusekwa ndibate ndikupei ma links kana musati maawana kare.

(to be updated)

24/03/2022

NEHOREKA HUYA UWONE!

Vanhu ityai madzitateguru enyu. Munhu ungasenese zvivharangozi nemucheka uyu wotowaridza "for sale padivi pomugwagwa?

Pfumvudza brings joy to Chihota farmer 20/03/2022

Pfumvudza brings joy to Chihota farmer

ZBC irikuti gore rino Chihota yese haina nzara nekuda kwepfumvudza. Saka ma +27 nema +267 musazvinetse henyu ne kutumira mari dze chibage chesadza.

Pfumvudza brings joy to Chihota farmer By Jerold Sasa The climate-proof Pfumvudza/ Intwasa programme has brought relief to farmers in Chihota, where despite the prolonged dry spell experienced in February, they have a good crop and are …

20/03/2022

Hey Tiri! Can u pliz post on my behalf on your platforms looking for one room to rent in Mahusekwa location or surrounding arounds pane magetsi... Contact details: +263719821598

20/03/2022

SEI VANHU MUCHIRAMBA DEATH PENALTY PAINENGE YAKAKODZERA?

BRIGHT ZHANTALI is a serial killer and ra**st anga anetsa mu Marondera. Kuuraya vanhukadzi 7?! Anonzi aitombosvika ku Bumburwi ku Border Church.

Ndinotenda nebasa reZRP kubata mhondi iyi but vakanonoka kuwana mwenza. Zvinosuwisa kurasikirwa ne vanhukadzi vakawanda zvakadai.

Uyu ngaatongerwe rufu uyu.

MEMORANDUM

ARREST OF BRIGHT ZHANTALI FOR SIX COUNTS OF MURDER AS DEFINED UNDER SECTION 47 OF THE CRIMINAL LAW CODIFICATION AND REFORM ACT CHAPTER 09:23 WHICH OCCURRED IN AND AROUND MARONDERA.

This memorandum puts on record circumstances on the above subject matter.

Deceased: 1. Mercy Simairi Aged 28 years
NR not held
Res: Progress farm, Marondera
Bus: Not employed

2. Chipo Gwese Age 40 years
NR 80-061989A80
Res: Ndudzo village Chief Svosve, Hwedza
Bus: Not employed

3. Betty Mlambo Aged 43 years
NR not held
Res: 9 Chitumbwana, Dombotombo, Marondera
Bus: Not employed

4. Nelia Maringe Aged 44 years
NR not held
Res: Grasslands farm, Marondera
Bus: Not employed

5. Meggie Kaomba Aged 61
NR: not Held
Res: 14 Cherutombo Street Cherutombo, Marondera
Bus: Not employed

6. Patricia Tsoka Aged 49 years
NR: Not Held
Res: Behind Chawatama Hardware industrial site, Marondera
Bus: Not employed

7. Unknown Female adult with estimated age of around 35-40 years

Accused: Bright Zhantali Aged 30 years
NR: 15-175173C15
Res: F13, Dandamira Township, Concession. Alternatively
Ruvhanga Village, chief Negomo, Chiweshe
Bus: Not employed
Circumstances

Count 1

On 15 January 2022 at around 1400 hours, the accused person met the now Deceased 1, Mercy Simairi at Dejagger Bus Stop who was on her way to Roughlands Farm to look for mushroom and offered to accompany her. On arrival at Roughlands Farm, the accused person tripped down the now deceased, r***d her once without protection. Using his hands, the accused choked the now deceased on the throat leading to her going unconscious. The accused person then used a stone to hit the now deceased several times on the head until she died.

Thereafter he buried the body in a shallow pit a few metres away and covered it with grass and shrubs. The accused person went away with now deceased’s Tecno cellphone with an Econet line 0786042230 and a Samsung handset with NetOne line 0716978951 all valued at $150-00 and is yet to be recovered.

ZRP Marondera Rural CR 76/01/22, CID Marondera DR 57/01/22 refers.

Count 2

On 18 January 2022 at around 2300 hours the accused person hooked up with the now Deceased 2 Chipo Gwese [a lady of the night] at Tempest Bar, Hwedza Growth Point and agreed to go home together and have sexual in*******se.

On arrival at now deceased’s place at Ndudzo Village, Chief Svosve, Hwedza, the accused person and the now deceased had sexual in*******se. The accused spent the whole day in the now deceased’s room. He never came out of the room.

On 20 January 2022 at around 0200 hours, the accused person strangled the now deceased who was fast asleep using his hands. On realizing that she was dead, the accused went on to tie her hands from behind using shoe laces and covered the body with some clothes. The accused went away with now deceased’s property which includes a maroon T-Shirt, an Itel handset with an Econet line 0771432826, a 3kg blue gas tank and USD$111 all valued at USD$150-00 and all is yet to be recovered.

ZRP Hwedza CR 34/01/22, CID Marondera DR 58/01/22 refers.

Count 3

On 22 January 2022 at around 2200 hours the accused person hooked up with the now Deceased 3 Betty Mlambo [a lady of the night] who was on the road just by the gate at Number 9, Chitumbwana, Dombotombo, Marondera and agreed to have sexual in*******se.


The now deceased went into her room with the accused person were they had sexual in*******se.

On 23 January 2022 at around 0200 hours, after another round of sexual in*******se, the accused person strangled the now deceased who was fast asleep using his hands. On realizing that she was dead, the accused went on to tie her hands from behind using shoe laces and covered the body with some blankets before setting it ablaze. The body of the now deceased was burnt beyond recognition.

The accused went away with now deceased’s property which includes a an Itel handset with an Econet line 0773857278 and USD$120 all valued at USD$130-00 and all is yet to be recovered.

ZRP Dombotombo CR 01/02/22 and CID Marondera DR 23/02/22 refers.

Count 4

On 7 February 2022 and at around 1500 hours, the accused person was seated at Grasslands Farm, a few meters from the Harare-Murare Highway when he spotted the now Deceased 4 Nelia Maringe some 100 meters inside Grasslands farm reading her bible.
He then approached the now deceased and proposed love to her. The now deceased turn down the proposal which led the accused person ra**ng her once without protection.

The now deceased had an axe as she had also gone to cut some firewood. The accused person used the axe to strike the now deceased once on the head leading to her death. The accused left a note on the deceased’s body secured by the now deceased’s bible before going away with a Huawei Cellphone with Econet line 0773003835 valued at $150 and is yet to be recovered.

ZRP Marondera Rural CR 41/02/22 and CID Marondera DR 34/02/22 refers.

Count 5

On 11 March 2022 and at around 1400 hours the accused person was seated in a field at Hunyani Estates close to Golf Course, Marondera when he saw the now Deceased 5 Meggie Kaomba was cutting firewood. He approached the now deceased, grabbed her from behind and r***d her once without protection. Using the now deceased’s axe, the accused person struck the now deceased twice on the head. On realizing she was dead, the accused person took the now deceased’s axe went away.

ZRP Marondera Rural CR79/03/22 and CID Marondera DR 41/03/22 refers.




Count 6

On 12 March 2022 at around 2200 hours, the accused person hooked up with the now Deceased 6 Patricia Tsoka [a lady of the night] who was Dombotombo Shops, Marondera and agreed to have sexual in*******se.

The accused person lied to the now deceased that he resided in Cherima, Marondera near Rakodzi High School and wanted them to go together to his place of residence.

On their way to the alleged residence, and at swampy area between cherima and yellow city, Marondera the accused person grabbed the now deceased from behind and r***d her once without protection. He went on to strangle her using his hands. On realizing that she was dead, the accused took the body and through it into the swamp and went away without taking anything.

ZRP Dombotombo CR 48/03/22 and CID Marondera DR 40/03/22 refers.

Count 7
On unknown date but sometime early February 2022, and at around 2100 hours, the accused person hooked up with the now Deceased 7 [a lady of the night] who was Chikaidos Bar, Nyameni Shops, Marondera and agreed to have sexual in*******se.

The now deceased told the accused that she was not comfortable going with him to her place in Nyameni where she resided with her younger sister who was at home at that time. As a result, the accused lied to the now deceased that he resided in Paradise Park, Marondera and as such asked her to accompany him to his alleged residence in Paradise park.

While on their way to the alleged residence and along a foot path behind Cherutombo High School, the accused person grabbed the now deceased from behind and r***d her once without protection. He went on to strangle her using his hands. On realizing that she was dead, the accused took the body and through it into a river some 20 metres away and went away with the now deceased’s unknown cellphone and a plastic bag with dagga which is yet to be recovered.

CID Marondera DR 47/03/22.

Investigations Carried Out

All the scenes were attended by CID Marondera.

On 19 March 2022 and around 2100 hours, Using information from service providers and our informer network, the accused person was arrested.
The accused person has so far made indications on all the above mentioned 6 reported murder cases and other two unreported with one under count 7 in which efforts are underway to identify the victim whose body was found in an advanced state of decomposition. The other one is in Macheke and efforts are currently underway to locate the body.

The accused person has also indicated that he committed murders in Rusape, Mutare and Nyanga. The respective stations have since been advised.

Outstanding is to recover stolen property.

Investigations are in progress and your office will be advised on any new developments.

DCIO MASH EAST
NEMO
19 MARCH 2022

Videos (show all)

Imbondiudzaiwo vadiwa vatariri vekwaChihota. Unoshanda here munamato wenguwo tsvuku uyu? Hazvisi zvekjnvoroverana cash h...
Akabata ngoma uyo haasi Mapfanya here? Kana asiri ndewekwaChihota chete. Aiwaa yabatwa ngoma iyo. Zvepfonda chaizvo. Tir...
Ozwage, Give, Tonde, Elias nevamwe vakazongonyukawo vane tumweya mupengo apa hamuteere kana taakutaura zvaMwari chaizvo
Chipostori chakatitorera chivanhu chedu KwaChihota. Taimbove nazvo izvi nana Mapfanya vachirova ngoma kusvika yataura.Ng...
Ko iyi yava ipi futi iyi nhai mapostori ese arimuno? Vamwe tava confused.Chipostori chaicho chataiziva ndechana Madzibab...
Aspiring Child President 2021 Hazel Mandaza, Mahusekwa High School. Ngaapinde hake mwanasikana.TiriKwaChihota!
Zvakaoma chokwadi zvaakuitika kumusha kwedu hapanawo ane number dza Booster here
Zivai madhara enyu.TB Joshua akaenda but this legend is still going strong.TirikwaChihota!
Wese arikushandisa Itel muno dai wangozviburitsa hako wega.

Telephone

Address


Mahusekwa Township.
Marondera
+079
Other Public & Government Services in Marondera (show all)
Winston park marondera Winston park marondera
Wattle Groove
Marondera, +263

winston park a low density suburb outta marondera,very cool and very quite. YOU WILL LOVE IT HERE