Health platform
Health Products, Organic and Natural without side effects
19/07/2026
*Brief Explanation of NOPF (Nutriplant Organic Plus Fertilizer)*
NOPF is *organic liquid fertilizer* inoshandiswa pa *foliar spray*. Inokurumidza kupinda muplant kuburikidza nemashizha, ichibatsira kukura kwechirimwa. Harina *chemicals*, saka harikuvadzi *soil, environment, kana munhu*.
---
*Effect on Crop Growth*
- Rinowedzera *leaf development*, richibatsira photosynthesis kuti chirimwa chiite food.
- Rinokurudzira *root development*, zvichiita kuti chirimwa chitore *nutrients nemvura* zvakakwana.
- Rinowedzera *plant strength* kuti chigone kutsungirira *drought, pests, and diseases*.
---
*Effect on Crop Yields*
- Rinowedzera *yield quantity*, zvichiita kuti ubate zvakawanda.
- Rinokurumidza *maturity*, saka chirimwa chinokohwewa faster.
- Rinowedzera *profit*, nekuda kwekuwanda kwezvibereko.
---
*Effect on Crop Quality*
- Zvirimwa zvinobuda zvakanaka: *shiny, juicy, big and colorful*.
- Zvibereko zvinogara kwenguva refu (*long shelf life*).
- Zvinosvika pamusika zviri *high quality*, zvichiita kuti zvitengese zviri pamutengo wakakwira.
---
*Why It Is Better Than Chemical Fertilizer*
*Organic and safe* – harisi rekuparadza ivhu kana kuderedza soil fertility.
- Rine *macronutrients, micronutrients*, uye *amino acids* zvinodiwa nechirimwa.
- Inopinda nekukurumidza muplant kuburikidza ne *leaves*.
- Rinobatsira ku *revive soil health* uye kutakura nutrients zvakanaka.
- *Low dosage* yacho inokwana paarea yakakura – *cost-effective*.
- Rinowedzera *natural immunity* yeplant.
---
*Conclusion*
NOPF is a *smart and natural fertilizer* inokodzera varimi veZimbabwe. Inovandudza kukura kwechirimwa, inowedzera goho, uye inopa *quality output*. Iri chinhu chakakosha kune varimi vanoda *long-term yield, clean farming, and better income*.Place your order today 0786999001
$50 1 litre
100mls $10
💧💧 _*CHIRWERE CHEMARONDA OR MA ULCERS MUDUMBU*_
💧 _*CHII CHINONZI MA ULCERS*_
💔 _*ma ulcers maronda anoitika or ano developer pa ganda or muma membranes emumatumbu zvichikonzerwa nezvakawanda*_
💔 _*MHANDO DZEMA ULCERS OR MARONDA MUDUMBU NDIDZO DZINOTEVERA*_
🪼peptic ulcers
🪼skin ulcers
🪼mouth ulcers
🪼deodenal ulcers
🪼 gastric ulcers
🪼oesophagus ulcers
Nemamwewo
🛑🛑 _*ZVII ZVINOKONZERA MA ULCERS*_
💔ma bacteria infections anokonzera
💔kuwanda kwe acid mudumbu nema enzymes for digestion
💔kutora nguva yakareba uchishandisa NSAIDs kunokuisa panjodzi
💔poor blood circulation chaiyo kunokonzera
💔kuve ne sugar or diabetes inokonzera
💔kuputa fodya zvakare
💔kunwa doro or zvinodhaka zvakare
💔zvikafu zvatinodya
Nezvimwe
+263786999001
Full package $80
Health platform Health Products, Organic and Natural without side effects
*KURAPWA SICK*(STI)
*INBOX FOR ORDERS*
S.T.I inorapika asi ukairegerera rinozovadambudziko hombe kwamuri,
🍵Tinorapa maronda panhengo
🍵Warts
🍵Drop/kuita wet ineropa or kubuditsa ropa after urinating
❗Kunzwa pain pakuita wet
❗Kuita discharge dzemvura dzinonhuwa
❗ Kurwadziwa mabhora
❗ Kutsemuka nhengo
❗Kurira mudumbu nekunzwa pain pazasi peguvhu
❗Unoita bedsmell Zvekunyara kugara panevamwe
Torapa ZVESE nezvimwe zvatisina kunyora Apo
For permanent solution 0786999001
Full package $100
Health platform Health Products, Organic and Natural without side effects
04/07/2026
📢
*WANETSEKA NEKUTSVAGA BASA UCHISHAYA HERE?*
Our Company is looking for independent Distributors from *HARARE, BULAWAYO, GWERU, MUTARE and MASVINGO* and many other towns and places within and outside Zimbabwe.
*QUALIFICATIONS AND REQUIREMENTS:*
1️⃣Ndikutsvaga vanhu vasina mabasa varikumatsvaga
2️⃣Vanhu vanogona kunyora nekuverenga
3️⃣Vanhu varikutsvaga zvekuita vanoda kushanda nesimba in life
4️⃣Vanhu vakasira chikoro pakati now vakutsvaga mabasa
5️⃣ Vanhu vanoshandika navo, vanoda kuchinja hupenyu HWAVO
6️⃣ Unofanira kunge uine makore 18 zvichikwira
*Kana urimunhu aripamusoro apo eandikutsvaga. Inbox me now with the following:*
1. Full name
2. Age
3. Gender
4. Location (town/city)
Contact http://wa.me/+263 786999001
*Come to my inbox with full details🙏🏽*
📢
*WANETSEKA NEKUTSVAGA BASA UCHISHAYA HERE?*
Our Company is looking for independent Distributors from *HARARE, BULAWAYO, GWERU, MUTARE and MASVINGO* and many other towns and places within and outside Zimbabwe.
*QUALIFICATIONS AND REQUIREMENTS:*
1️⃣Ndikutsvaga vanhu vasina mabasa varikumatsvaga
2️⃣Vanhu vanogona kunyora nekuverenga
3️⃣Vanhu varikutsvaga zvekuita vanoda kushanda nesimba in life
4️⃣Vanhu vakasira chikoro pakati now vakutsvaga mabasa
5️⃣ Vanhu vanoshandika navo, vanoda kuchinja hupenyu HWAVO
6️⃣ Unofanira kunge uine makore 18 zvichikwira
*Kana urimunhu aripamusoro apo eandikutsvaga. Inbox me now with the following:*
1. Full name
2. Age
3. Gender
4. Location (town/city)
Contact http://wa.me/+263 786999001
*Come to my inbox with full details🙏🏽*
22/06/2026
*🚨 KUVAVIWA KANA KUTSVA PASI PETSOKA 🚨*
Vanhu vazhinji vanonzwa kuvaviwa kana kutsva pasi petsoka (burning sensation). Izvi zvinogona kunge zviri chiratidzo chedambudziko riri mukati memuviri risingafanire kufuratirwa.
*🔍 ZVINOKONZERA ZVINGAVE CHII:*
• Kushomeka kwemavhitaminzi (especially Vitamin B)
• Chirwere cheshuga (Diabetes)
• Nerve damage (Peripheral neuropathy)
• Kutenderera kweropa kusiri kufamba zvakanaka
• Kushanda zvakanyanya kana kumira nguva refu
• Infection (fungal kana bacterial)
*⚠️ ZVIRATIDZO ZVINOWANIKWA:*
• Kunzwa kutsva sekunge uri kufamba pamoto
• Kuvaviwa kunoramba kuripo kunyanya husiku
• Kusanzwa zvakanaka kana numbness
• Kurwadza kana kupisa kunowedzera kana wakazorora
*🚑 ZANO:*
Kana dambudziko iri rikaramba riripo kana kuwedzera, zvakakosha kutsvaga rubatsiro kuna health consultant Madam Shantel Kachembere nekukurumidza. Zvinogona kunge zviri chiratidzo chechirwere chakadzama chinoda kurapwa.
*💬 Usanyarare nekurwadziwa hutano hwako hwakakosha!*+263786999001
29/04/2026
Liver Care Full package $100!!!!!*🫁Signs of Poor Liver🫀 Function*
Signs that your liver may not be fully functioning include:
*Zvinoratidza kuti Chiropa chako hachisi kushanda zvakanaka*
🫀Yellowing of your skin or eyes
*Kuita Yellow ganda nemaziso*
🫁Stomach pain and swelling
*Kurwadziwa mudumbu nekuzvimba dumbu*
🫀Swollen legs and ankles
*Kuzvimba makumbo nemaJoinhi emakumbo*
🫁Itchy skin
*Kuvaviwa kana kubaiwa baiwa paGanda*
🫀Urine that is darker than normal
*Kuita weti yakasviba kupfuura nguva dzose*
🫁Stool appearing pale
*Kuita tsvina yakacheneruka*
🫀Chronic fatigue
*Kunzwa kuneta Kwakanyanya uye kusingaperi*
🫁Feeling nauseous or vomiting
*🫀Kunzwa kumira Moyo uchirutsa*
🫁Lack of appetite
*Kungonzwa kusada kudya*
🫀Bruising easily
*Kungoita maronda nyore nyore*
So, Is Detoxing Beneficial?🤔
*Saka Kusuka muviri kwakakosherei*
First, it is important to understand how your body’s natural detoxification works. Your liver is the primary filtration system. It converts toxins in to waste that passes when you use the restroom.0786999001
$100full package
29/04/2026
MURUME WESE NGAATORE PROSTACARE!!$40
27/04/2026
Murume wese anofanirwa kushandis Zinc!!! $20
Kuwedzera hurume
Kuwedzera chido chebonde
Fertility issues
Kudzivirira prostate cancer
Kuwedzera zinc mumuviri
Order yours +263786999001
$20
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Harare