VibeTribe
love is lovely and war is ugly Ndatenda hangu
Happy new year fam and friends π
11/12/2025
Pasi pano tiri kutandara sure rest π΄ in peace Madzibaba Nicolas Zakaria
17/11/2025
+263 Go warriors Go
Se Nyika hapana kwatiri kuenda
Faraiwo neni today it's my birthday π π₯³ π π π π
Hello Family nhasi Sunday tomboenda ku church todzoka tichitangira patasira
Kudzorerana ndikauya kwako wouyawo kwangu
08/11/2025
Prophet panogona kunetsa kubuda apa
Ko makutamba ne Nyoka Kuma office kubasa fut
Chirungu munochida zvisingaite zvenyu
04/11/2025
I know. Marara momuka muchiona Sekuru vedu tese se Nyika hanty tofambirana kune kwandisina kusvika toonesana kuti makasara sei imimi
Ndapa kamwana ka neighbour wangu $5.00 kuti kanonditengerawo pack yema potato ye$4.00 kagotorawo $1.00 rekubatsira
*Kamunhu hakangauye kachidya ma biscuits kwave kundipa change ye$4.00πΈhanzi saga rema potato rinoita $4.50 anyweez izvi hazvina basa ngatidzidze kufambirana hanty
Ndoda kusvika nguva yekuti kana ndikaisa full stop pa post yangu munofara nazvo Good morning
Click here to claim your Sponsored Listing.