Healthy issues
Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Healthy issues, Harare.
09/10/2025
*Watambura nekusamira zvakanaka kwenhengo here?(Erectile dysfunction)*
Iri dambudziko rashungurudza ana baba vakawanda uye raita kuti misha mizhinji iparare. Isu se Men's Health Room tiripo pakuti tibetserane kupedza dambudziko iri, muimba yenyu yemukati muve nemufaro. *Ungava une BP, Diabetes, prostate disorders or cancer*
*Tibatei tibetserane kupedza dambudziko iri*.
07/10/2025
*PROSTATE DISORDERS
Tibatei tikupei permanent solution
*UKAONA WAVE KUNZWA ZVIRI PAZASI UNOGONA WAANE DAMBUDZIKO RE PROSTATE
▪Kunzwa sokunge weti haina kunyatsopera mublader
▪Kunzwa kupisa paunenge uchiita weti kana kuti wapedza
▪Kuita urine padiki padiki especially husiku inokushaisa mufaro waking up several times
▪Weti inodonhera pabhutsu dzako nekuti inenge isina simba rekuti iende kure
▪Kugara uchitota bhurugwa rako pamberi wapedza weti (unofunga kuti wapedza asi weti inobuda wabva kutoilet).
▪️Kunzwa sokunge wiwi yaakutoblocker yaakunetsa kubuda kumbomira paurinary 2-3 minutes isati yabuda ndopanozoiswa munhu carthetor because urethra passage inobuda neurine from bladder yadzvanywa yobva yablocker
▪️Kuita wiwi inorwadza or inenge ine ropa
▪️Marwadzo eparutivi
▪️Kurwadza kwemusana nemakumbo
▪️Kukasira kurasa mbeu
▪️Kushaiwa simba kana shungu nebonde (1 round)
Kuzvimba mabhora kana kurwadziwa nemabhora ese kana 1
17/06/2025
Men,,Men,Men,,Come and get Vigpower with detox tea to avoid the embarrassment .
20/05/2025
Uchinge waiswa Catheter nepamuromo wenhengo, kabag aka kanenge kachizogara urine kanogara kari pachidya chako. Kana kabag aka kazara unofanira kuenda kunorasa mvura yacho iwe. Zvinhu zvinoshungurudza uye zvisina kujairika, vamwe vanobva vati zvinhu zvinosemesa. I have talked to vana baba vane dambudziko iri hazvisi nyore kugamuchira ku
ti vakuita wet ne tube uye vakurasa mvura yacho asi kukura kwese waiziva kuti unongoenda kuchimbuzi wotoita pasina dambudziko, vakawanda vanoti zvawa vhiringira hupenyu hwawo so makuseni ano Mrs Makani ndinoti chengetedza prostate gland rako neizvi:
1. Kudya ma fruits akawandamakuseni ega ega.
2. Kuwanza maveges pazvikafuzvedu.
3. Kungwarira kusadya mafriedfoods akawanda.
4. Kusanwa doro manhingi or kuputa fodya.
5. Kungwarira masymptoms akaita se kutadza kurasa mvura, kuita mvura yacho kakawanda wanda, mvura yacho kushaya simba uye kutadza pabonde.
Lets prevent kuiswa catheter. One way you can do that is taking our
natural and organic supplements with the purpose of making your gland healthier and be in shape. The supplements will help alleviate challenges like trouble urinating, pain when urinating, blood when urinating, frequent urinations and most importantly, the products will keep you away from the *catheter* Always remember to firstly come for
Scan.
Booking
0787880712
Mrs Makani
30/04/2025
We do have solution for any type of cancer, prostate cancer, breast cancer, colon cancer etc
30/04/2025
Inbox for help
With Teemak and Samantha Phoenix – I just got recognized as one of their top fans!
23/04/2025
Wanetseka nedambudziko re prostate enlargement here? Tibatei tikubatsirei kupedza dambudziko iri!
09/04/2025
Osteoarthritis is now a challenge to most people,, come for help
Click here to claim your Sponsored Listing.