Mukambirwa Secondary school Newz Net .

Mukambirwa Secondary school Newz Net .

Comments

Guys ndokumbirawo kubvunza k*t Mukambirwa Sec Schl irkup which province
Boe Hre Pamukambirwa Apo Pane Vanondiziva Hre ?
Ndrik*tsvangawo anoziva anonzi Ngonidzashe ongora kwamukambirwa ndisingazive kt sername anoshandisa mukambirwa hre kana aripo anomuziva mungabatsira
MURISEI BVUMBURA BOYZ
We Mama money transfering money home 5 pecent discount we Register online with zim id photo or passport photo can register u send me your whatsapp number will call you back
Muri cy
HEY
Thnxs
Mukaonawo mai tti muvaudze k*ti ???????
Kune vasingachapazive apa ndozvaparii nw
herbal tea ,in all flavours
Murisei hama dzodikanwa

In buhera central manicaland zimbabwe along Bhegedhe Mutepfe road munaNyazvidzi river

18/09/2021

Apo ma07 tiri sei

23/08/2021
07/09/2019

Wepano

17/12/2017

Zvingaita here k*ti munhu anzi afa nekuda kwebonde uh hameno ndimi mune yese, zvinonzi Mbuya vakapedzisira kufa Ava zvanga zvisina kumira zvakanaka mushure mekunge Sekuru vapiwa Mushonga neumwe chitopota ,ambuya vakagujurwa kusvika kuvadzimu,.......hameno kungonzwawo

10/12/2017

Vadzimai vopfeka mamini hanzi ndozvaunotevera kumashops ikoko saka chiona isu tiri two tiri pabarika pako kkkkk

10/12/2017

Booster reeconet rotsvagirwa nzvimbo yekudzimikwa maMukambirwa neveEconet

10/12/2017

Kwamuri mose muri kufara here

25/08/2017

Varume nevakomana vemunharaunda tinofara nek*tamba uko vari kuita bhora weekend yoga yoga pamashop zvinoratidza shanduko

25/08/2017

Tinokurudzirawo vanasikana kuzvibata ,izvi zvekuzoswera momirira maintenance izvi inogona k*tiza zvakaoma

25/08/2017

Peter Kanonge akaizendemura shop mhando dzejoni chaidzo ,k*ti pane inotevera uh hameno

25/08/2017

Tinotenda magamba eMaMukambirwa kugona kubata mbavha imwe yedzimwe dzanga dzashungurudza vanhu munharaunda dxainyepera kunga mapurisa ASI vamwe vanoti pane uyo vaishanda naye ASI anoramba ASI chatinoziva rina manyanga hariputirwi uye pane utsi pane Moto ,vakuru vakadaro

25/08/2017

Mwedzi yadarika ndufu dzanga dzatimomotera vanhu voye, kusvika pak*ti tasvika parufu tongoti maswera here ,tinovimba mhepo iyi Mwari vaidaridza

25/08/2017

Mwakadini mose

03/07/2017

Tiripo parufu rwaSabhuku Chinengundu ,tiri kuchema navo ,imba yavo yakupera kugadzirwa ,vamwe vanoti mwanasikana vake Ari kuchipatara hazvina kumira zvakanaka

30/06/2017

Tine urombo nekushaikirwa nemudzimai vasabhuku Chinengundu, uye kukuvara kwemwanakomana vawo Tavonga pamwe nawo mutsaona vachienda Harare kunoona mwanasikana wavo aisanzwa mushe

03/06/2017

Zvorevei kana Mukadzi ozvara mwana ,mwana otadza kuyamwa 4weeks mwana achipiwa mukaka wembudzi Mai asingadi kudura achindonyepa,utsinye here

08/04/2017

Pages richamboenda tine urombo Asi kuri kuuya rine nyaya hobho nenguva rinonzi Zviri kupisa maMukambirwa 2017

13/03/2017

Mai ziwew Apo varohwa nemwanakomana wawo ndopawanwa

13/03/2017

Zvinonzi mushonga wamwiwa nhasi

08/03/2017

Bhazi rofamba zvarinoda mazuva ano ,k*tenda waenda

05/03/2017

Highest 10 subjects zvegore rakapera O level results

05/03/2017

Tadzoka zvakare .vamwe vanoti nekuda kwemvura zhinji yakanaisa mazuva akadarika ayo yakatora huku nehozi yamudhara matsuro

10/12/2016

Twukomana utwo twunogara pedyo nechikoro papatya kamwe Kari grade 7 kamwe form 1 ,kegrade 7 kanonzi kakatengesa mbudzi yekuba yekwaaaa uh regai tigonzwa

10/12/2016

Mvura yonaya zvekunzvenga dunhu redu handizivi k*ti vanhu vatadzei

10/12/2016

Ngatimbofemberei tione, Mai vemukomana uya dread mazuva ano uya wekumbosungwa arova gomana rekwaNhema ,akasungwa zvakare gomana iri mushure mekurova zvakare Mukadzi vadriver mushure mekunge gomana iri raida kudzokororana nechisikana charo paumba padriver then muk*tsiurwa umu gomana ndokurova Mai Ava zvakaipisa saka Mai vemukomana akabheja k*ti mwana wangu atorwa zvake nemapurisa asi anobuda chete nekukasika sezvo vaine Hama dzinobatsira uhhhhh hameno nok*ti kudzoka kwake vamwe vanoti hatisati takunzwa

17/11/2016

Pfee Mr Chivambiro nemota kubva paHarare apo

05/11/2016

VaMuchongoyo vakaenda vasikana takarasikirwa zvikuruu nemusharukwa vedu

13/10/2016

Tine urombo Mbuya vaDasy naTakudzwa Kanonge vakaisiya ,ngavazorore murunyararo

06/10/2016

Jambanja pamashops,ivo vaana Brian Mataramvura vakabatana k***a nevvakomana vekkwasauta

06/10/2016

Mukambirwa Secondary school Newz Net .'s cover photo

15/09/2016

Sadza nerice vana vozvigadzirisa pachikoro ,camfed yakaita basa

15/09/2016

Vamwe vanoti Mai vanoenda kumasowe semazuva ose pazororo radarika iro ,hameno k*ti vanofemerwa nemweya here k*ti murume ane umwe Mukadzi mumba ,achindopinda pamusiwo vamwe vanoti pfambi iyi uakabva yatiza ichisiya tuma.... Zvipfeko zvake Mai vachidaidzira nekupopotera murume zvinova zvakaita k*ti hama dzemukadzi dzitombomurovewo pamwe nekuripiswa.vamwe vanoti Mukadzi uyu aiva vadread vekushaika gore rite.tr Ava vakapinda busy munharaunda imi

15/09/2016

Baba nemwana zvanzi vodya mugapu rimwe chete nevamwewo

02/09/2016

Tine urombo mhuri yekwaMakaripe kurasikirwa nambuya waHebert Makaripe ,mwari vazorodzei murunyararo

04/08/2016

Vamwe vanoti Mahoho anotemwa nedemo naBenard Makar.. nyaya dzacho haungatombodzinzwisisi uh

Category

Address


Mukambirwa Secondary School Private Bag 2025 Murambinda
Buhera
Other Schools in Buhera (show all)
Barura Primary School Zimbabwe Barura Primary School Zimbabwe
Box 28 Muzokomba Murambinda
Buhera

Barura Primary school was established in 1929. It is in Manicaland Province ,Buhera District under C

Makumbe Mission Makumbe Mission
Buhera, 263

Murambinda B Secondary School Murambinda B Secondary School
Buhera

We are a day school in Buhera District of Manicaland province in Zimbabwe.