Tanya
Hustle hard pride won't pay bills 👌👌
26/05/2026
Africana
26/05/2026
*Nhoko YeTsuro Remedy🐇*
Inobatsira kuwanisa basa,kudzora vadiwa venyu uye kuita lucky remari
- tora nhoko dzetsuro 6
- 3 isa muweti yako yekutanga mangwanani wosanganisa nemvura uekugeza
- 3 isa mumafuta ako ekuzora muviri wako
- mafuta aya ane nhokodze tsuro unofana
kumazora everyday kusvika apera
Hi family, hope you're all doing well.I miss you
Relationship 👩❤️👨👫ndochimwe chezvinhu chinogona kukanganisa hupenyu hwako zvachose 💔😭be careful,
Pray 🙏and be sensible kana woda kupinda murudo ❤️,
Love can turn bright 🌞 future into miserable life ,
Zvinorwadza 💔kuziva kuti munhu waunoda❤️ is actually in love 😍with someone else
Zvinozonyanya kurwadza to fall in love ❤️nemunhu anenge achito Funga dzakewo 👿,every relationship is a game of risk 😳,hapana anogona kuziva kuti ndiri kusarudza munhu kwaye /or kuti zvichashanda here 🙄,some relationship
Mistakes 😓can cause life tym regret
Search for a good moyo ❤️,kwete chiso chakanaka 👩💼and big Shure ,
Beautiful things are not always good ,asi rangarira izvi good things are always beautiful 😍❤️💯✌️,
Kukura or pressure ngaisava reason yako yekuroorwa or kuroora ,kana uri single sometimes means GOD is putting u in reserve for munhu Aribho 🤞
Don't allow the rate of vanhu Ari kuchata 💒 makes u feel left alone 😥,ayisi yese muchato 💍💍iri Normal mamwe mabhomba akamirira kuputika ,
While some marriages are motivated nekuda Lula Lula 🍑🍆,and money 💸 greed pasina kana rudo ❤️mukati
Becare ful nemunhu wauchadanana naye ,the heart ❤️ of a human being inozivikanwa chete na MWARI 🤔🤔🤔
Forget face, magaro, fame, shape, qualifications and money 💸,all things become irrelevant ne nguva Shoma wava mu marriage
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the business
Telephone
Website
Address
Nyanga