Tasha prayer group
Home of happiness, peace and conquering.
Ingowana mukana wekutenda Mwari mangwanani ano hakusi kugona kwako kana kungwara kusvika pauri nhasi Inyasha dza Mwari.
Hupenyu irwendo kutukana, kuzvidzana ,kuroyana ,kuvengana kutambisa nguva nekuti nguva yatinayo panyika ishoma ida wekwako semadiro aunozviita Amen.
Kunight of Wonders kwanga kwakazara nevanhu vashoma
Chinhu chinonzi nguva chibatisise ukatadza kushandisa mukana wenguva yaunenge uinayo hapana zvauri kuita kana wawana mukana
Ushandise nekuti pawatotadza kushandisa mukana waunenge wawana hauchatodzokera kumashure zvatodarika so time is money ngatishandisei mukana zvichienderana nenguva yaunenge uinayo.
Usararame zvinoda vanhu nekuti mukuuya zvinoda vanhu zvinokupinza pakaoma .
In everything there is a season. Push harder pray harder .
Tasha prayer group this page encourages all women to be prayerful.
Forgiveness-Kuregerera
Nhasi dakungotaura pamusoro pechinhu chinonzi kuregerera .Muhupenyu pane vanhu vakatitadzira zvekuti chero uri pakufara ukazvifunga mufaro unopera .Asi ndine chimwe chinhu chandakadzidza kusaregerera kunogona kutokusungira hupenyu why uneronda riri mumoyo riri kuramba kupora. Mmm dai Mwari vatibatsira wakatsamwira munhu pamwe asitorina basa nekuti akambokutadzira asi zvichishaisa iwe rugare.Mamwe madoors atadza kuzarurwa muhupenyu hwako why une bitterness.Uri kuzvisungira hupenyu nekusada kuregerera kanganirwa uchaona matenga achizarurika.Hazvinei nekuti zvakakurwadza kusvika papi but yedza kinganwa woregerera Mwari vachiti batsira uchaona masuwo achizarurika thank you all God bless you SHALLOM !!!.
Tasha prayer group this page encourages all women to be prayerful.
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Contact the public figure
Telephone
Address
Mossel Bay
19971
Mossel Bay
This artistic products will transport you to a magical world…. Always exquisite, never dull.
Mossel Bay, 6506
Smart home and business security and automation. On a mission to provide affordable solutions.
Mossel Bay
Hello Everyone, This page was created to showcase and sell my Homemade Essential Oil Products! My p
Mossel Bay
I am sharing information about a recurring income opportunity that can turn into permanent income.
Mossel Bay
~Helping others to create Wealth through their Health&Wellness. ♡Nourish your soul♡Real you, shine
Mossel Bay, 6500
I tie custom Tied Flies and design different patterns to the “norm”. https://flytyingsmith.com/
Mossel Bay
Single Ply and Double Ply Tissue Papers Supply at Factory Prices. We are on Specials. Buy A4 Papers
Mosselbaai
Mossel Bay, 6520
HOU JY VAN PASTEIE? Ons het lekker tuis gemaakte pasteie. So lekker soos jou ouma sin.Dalk lekkerder