evans.mlambo
BUILDING ALL STRUCTURES
22/05/2026
Anyone know the use of a back Mirror
18/05/2026
How are you awake here? Wake up and laugh lol ππ
Ola bra kagiso wa sundowns π₯°π₯°
π
VW PASSAT π©πͺ π₯
24/04/2026
hi Zim Uk lm a gal ane 23years l want to shame that old broke man ndakadanana online paTik tok so he promised kunditengera COS kuti ndiuye ikoko saka he wanted to meet me in person first tikaonana madays acho l was pafinal year rangu at MSU saka he came kwaaindirentera l was offrez wakauya nemagroceries wakandipa 500us yekutenga hembe so vakagara neni 2months dzese vakanditoresa passprt ne licence saka ini ndakabva ndavatruster kuti zvesure munhu uyu anonditengera COS coz kuchata kwaisaita vane mukadzi he was open to me asi chavaigona kunditsvagira COS ndakazopedzisira ndajairana navo he was so lovely kana condom takapedzisira takusarishandisa vakakumbira mwana ini semunhu wandaive ndakutruster ndakabvuma now ndatove nemwana vavo ane 2years ivo vakabva vazongoenda after tagara tese mwedzi muviri in Gweru nanhasi kana kufona kana kuuyawo kunoona mwana nekumutoresa birth zvikundirwadza zvisingaite apa zita ravo ndaingovati Ronald handiziwe surname vaiti in Uk vanogara Mansfield kana pane anovaziva plz help me hama dzangu dzaneta nekuchengeta ini nemwana vavo
Zimbabwe πΏπΌ vs Zambia πΏπ² π π
Sunday settings π
"Lekker Vrydag ππ